Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics

Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics

 

Ishe baba titarirei,
Nedzo tsitsi dzenyu,
Isu tese tasangana
Tiri mberi kwenyu.

Inzwai kuchema kwedu
Tinosuwa kwazvo;
Onai kushaya kwedu
Tiitirei tsitsi.

Nyika yose yakaoma
Nokuoma uku,
Heyi mhuri ine nzara
Zvose zvinopera

Tiitirei tsitsi She
Tinovimba nemi;
Tokumbira mvura zvino
Kunyorozva pasi.

 

Post navigation

Previous: Hymn 299 Mvura yazonaya Lyrics
Next: Hymn 301 Tinoirima minda Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 113 Mweya wangu rumbidza mambo Lyrics
  • Hymn 190 A!Jesu Muteuro wedu Lyrics
  • Hymn 362 Is-n’t He wonderful Lyrics
  • Hymn 124 Tenzi nzwimbo yako Lyrics
  • Hymn 306 Waniso Lyrics
  • Hymn 48 Vanhu vaiva mudima Lyrics
  • Hymn 2 Jesu Tenzi une tsitsi Lyrics
  • Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics
  • Hymn 155 Chiimbai vendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 259 Mwari ane simba tinoteurira Lyrics
  • Hymn 202 Wouya wouya Mucheki mukuru Lyrics
  • Hymn 253 Izwi raShe rakasvika Lyrics
  • Hymn 183 Urwo rutendo rukuru Lyrics
  • Hymn 131 Baba titungamirire Lyrics
  • Hymn 152 Mudi womweya wangu Lyrics
  • Hymn 10 Isu Tiri Vachenjeri Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 74 Chiuyai Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 66 Murapi wedu uripo Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 122 Mwari ngahusvike Lyrics
  • Hymn 1 Zvino zuva rabudazve Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 46 Mberi kwamakomo Lyrics
  • Hymn 200 Wakamukazve inzwai Lyrics
  • Hymn 90 Ndinofara Kuti Baba Wedu Lyrics
  • Hymn 349 Who is on the Lord’s side Lyrics
  • Hymn 152 Avo vanotenda Lyrics
  • Hymn 60 Uya, Iwe Une Mhosva Lyrics
  • Hymn 80 Kwamuri Lyrics
  • Hymn 157 Ndine Nzvimbo Kudenga Lyrics
  • Hymn 145 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 38 Mwana wabairwa isu Lyrics
  • Hymn 147 She, Ndinatsei Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 193 Hoyu Mwari Changamire Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 268 Tinofara kwazvo nhasi Lyrics
  • Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics
  • Hymn 258 Baba munotipa zvipo Lyrics
  • Hymn 272 Chindibetserai chindibetserai Lyrics
  • Hymn 99 Ndoudza Jesu Lyrics
  • Hymn 114 Jesu wangu watsaurwa Lyrics
  • Hymn 218 Vanhu taponerwa Lyrics
  • Hymn 334 Ndaona rwizi rwakanaka Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 53 Musandipfuure, Jesu Lyrics
  • Hymn 15 Ndofara ‘Po Lyrics
  • Hymn 28 Uyayi maKristu nokufara kwazvo Lyrics
  • Hymn 342 There is a message Lyrics
  • Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 182 Shamwari yavacheche Lyrics
  • Hymn 199 Dondisesedzai Bambo Lyrics
  • Hymn 52 Wokusuwa! wakanzi Lyrics
  • Hymn 275 Jesu Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 174 Kana Jesu achidzoka Lyrics
  • Hymn 225 Tinobvisa zvipo Lyrics
  • Hymn 85 M’tsvene M’tsvene M’tsvene Lyrics
  • Hymn 130 Ndakaitirwe nyasha huru Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version