Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics

Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics

 

1
Ndinorumbidza rudo rwenyu
Nenyasha yandapiwawo;
Ndofarirawo kuda kwenyu,
Pamakandiponesa’po.
Ndisine chandamubatira;
Mandida SHE, muchindifira.

2
Madzingwa nei mukudenga,
Chinyi chamudzakisako
Nezvivi zvedu zvamasenga,
Makasengedzwa naniko?
Mapinda muurombo hwose,
Zvamanga makatida tose!

3
Ndichamutenda misi yose;
Zvamandida, ndimudewo;
Zvamakandivigira zvose,
Neni ndimushumirewo,
Nokumutsvaka misi yose,
Ndichingomupa mwoyo wose!

4
Ndinorumbidza nyasha dzenyu,
Panosiunganirwa’po;
Ndinogwadama mberi kwenyu
Nezvanza zvakafunyiswa,
Ndichimuonga zvamaita;
SHE wangu, Jesu, munondida!

Post navigation

Previous: Hymn 38 SHE Jesu wandiitirei? Lyrics
Next: Hymn 40 Jesu watida Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 49 Unoda kutiza Mutoro Wako? Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 303 Hongu Mwari wakanaka Lyrics
  • Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
  • Hymn 150 Zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 54 Ndifunge TenziJesu Lyrics
  • Hymn 232 Nguva yakanakisisa Lyrics
  • Hymn 369 When the Trumpet Lyrics
  • Hymn 118 Pedyo Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 123 Jesu Mambo achatonga Lyrics
  • Hymn 31 Rumbidzai vanhu mose! Lyrics
  • Hymn 261 Jesu amire pasuo romwoyo Lyrics
  • Hymn 278 Mandipa rugare SHE Lyrics
  • Hymn 288 Ndotsvaka imi moga Lyrics
  • Hymn 128 Pedo Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 200 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics
  • Hymn 377 Just give Me that Lyrics
  • Hymn 107 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 89 Nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 191 Muna vanhu venyu Mwari Lyrics
  • Hymn 40 Jesu watida Lyrics
  • Hymn 40 Ndinoda Zita RaJesu Lyrics
  • Hymn 175 Hwiro hwedu ndouvato Lyrics
  • Hymn 19 Musi unowesvondo Lyrics
  • Hymn 318 Isu maKristu tiri kufamba Lyrics
  • Hymn 122 Jesu SHE musandisiya Lyrics
  • Hymn 51 Riripo gomo Lyrics
  • Hymn 236 VaPristi navatsvene Lyrics
  • Hymn 266 Tiri vamambo vatatu Lyrics
  • Hymn 109 Baba nedzo tsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 213 Baba wedu tinouya Lyrics
  • Hymn 45 Ko munongoparadzirwa Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 359 Its only Jesus Lyrics
  • Hymn 58 Jesu wakamukazve Lyrics
  • Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics
  • Hymn 319 Trust and Obey Lyrics
  • Hymn 218 Vanhu taponerwa Lyrics
  • Hymn 136 Zadzisai Basaro RaShe Wenyu Lyrics
  • Hymn 322 In my heart Lyrics
  • Hymn 243 Madzimai akauya Lyrics
  • Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 175 Wakafira isu Lyrics
  • Hymn 123 Jesu wangu wakanaka Lyrics
  • Hymn 168 Satani Wandisunga Ini Lyrics
  • Hymn 126 Zvikomborero Lyrics
  • Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 146 Ndoshongana sei naJesu Lyrics
  • Hymn 189 Nhungamiri yaIsraeri Lyrics
  • Hymn 108 Mwenje Yedenga Lyrics
  • Hymn 78 Tinovonga Jesu Lyrics
  • Hymn 124 Ndomukurumbidza Lyrics
  • Hymn 206 Achadzoka Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 28 Uyai maKristu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version