Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 48 Vanhu vaiva mudima Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 48 Vanhu vaiva mudima Lyrics

Hymn 48 Vanhu vaiva mudima Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  48  Vanhu vaiva mudima

 

VANHU vaiva mudima
Vapenyiswa zvino;
Kupenya kwavhenekera
Vaiva mukufa.

Kuzochingamidza zuva
Ndudzi dzaungana;
Dziri kufara pamwepo
Kudana vakohwi.

Ngekuti dzasunungurwa;
Dzaponiswa dzese;
Dzapiwa simba rokurwa
Nezvitadzo zvese.

Zvo tapiwa Mukorore,
Tabarirwa Mwana;
Simba redenga nepasi
Ngerake narini.

Muchinda woRunyararo
NaTenzi Mugari,
Munanisi, Mureveri,
Mwari, Zita rake.

Umambo hwake huchava
Pamsoro pezvese,
Kutongazve noungwaru
Hazvizogumiba.

Tinokutondera Jesu
Nokupfava kwako,
Ugere pamwe naBaba
Naye Munyaradzi.

Post navigation

Previous: Hymn 47 Beterehema rinopinda Lyrics
Next: Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 149 Ndiri wenyu Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 291 SHE Jesu wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 374 I am the way Lyrics
  • Hymn 284 Ishe woutsvene Lyrics
  • Hymn 66 Wakambozvipira Kuna Jesu, Here? Lyrics
  • Hymn 337 Jesus is passing Lyrics
  • Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics
  • Hymn 181 Hoyo mushandiri waShe! Lyrics
  • Hymn 25 Nyeredzi iwe wopfuura dzose Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 136 Pedo zvikuru ndiswededzei Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 156 Shoko rekare kare Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 140 Vapinzei Lyrics
  • Hymn 179 Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 150 Nguva Yakanakisisa Yokukurumbidza Lyrics
  • Hymn 261 Imba yorufaro mamunodiwa Lyrics
  • Hymn 242 Ngatishandisei nyasha Lyrics
  • Hymn 180 Onai musha Lyrics
  • Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
  • Hymn 74 Chiuyai Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 94 Rugare Rwoyerera Panzira Yangu Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 142 Ngatibatei nesimba Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 70 Toonga Bambo Lyrics
  • Hymn 176 Famba naJesu Lyrics
  • Hymn 94 Ndapofumara SHE Lyrics
  • Hymn 213 Baba wedu tinouya Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 5 SHE Wedenga matsawurwa Lyrics
  • Hymn 2 Hareruya tendai SHE Lyrics
  • Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics
  • Hymn 117 Mudzimba Dzedu, She Lyrics
  • Hymn 88 Vakaropafadzwa avo Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 37 Imi vana mese Lyrics
  • Hymn 113 Hama Yedu NdiShe Jesu Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics
  • Hymn 16 Zuva rapfuura Lyrics
  • Hymn 42 Hama yedu ndiSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 138 Ngatibatei Nesimba Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 188 Rurimi rwangu tunhidza Lyrics
  • Hymn 235 She Murisi wangu Lyrics
  • Hymn 233 Handingatongorukanganwi Lyrics
  • Hymn 147 Jesu takauyawo Lyrics
  • Hymn 109 Jesu munondida Lyrics
  • Hymn 351 Chindizadzai Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 229 Inzwa nziyo vanoyera vanoimba kudenga Lyrics
  • Hymn 69 Pagomo kunze komusha weJerusarema Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 254 Tiri vana vaMwari Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version