Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics

Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 143 Chiendai Chiendai

1
Vamwe vanhu vanotidana zvino,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai),
Vangaponeswe naJesu Kristu She,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai),

KORASI
Chiendai ….. kuna vanhu vo–se,
(Chiendai kuna vanhu vose)
Zivisai
(Zivisai)
ZvaJesu She,
(ZvaJesu She,)
Chiendai ….. kuna vanhu vo–se,
(Chiendai kuna vanhu vose)
Paridzai
(Paridzai)
Shoko rake,
(Shoko rake.)

2
Tanzwa inzwi ravo kwatiri pano,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai),
Handei, tivabatsire iye zvino,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai).

3
Musarasha mwoyo yenyu mubasa,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai),
Muchapiwa mubairo kudenga
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai)

4
Ngatinamatei kuna Jesu saShe,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai),
Vaparidzi vachasimbiswa naYe,
Chiendai, (Chiendai),
Chiendai, (Chiendai).

Post navigation

Previous: Hymn 142 She Wotiponesa Lyrics
Next: Hymn 144 Endai Kuna Vanhu Vose Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 80 Tadaidzwa kusanga Lyrics
  • Hymn 182 Shamwari yavacheche Lyrics
  • Hymn 95 Mweya musiki tifemere Lyrics
  • Hymn 74 Zadzisai chirevo chenyu Lyrics
  • Hymn 90 Vachinyi vangasunungurwa. Lyrics
  • Hymn 203 Ndinoziva Jesu Mupenyu Lyrics
  • Hymn 131 Baba titungamirire Lyrics
  • Hymn 321 Let the beauty of Jesus Lyrics
  • Hymn 259 YeSakaramende rakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 15 Tinokukudza iwe zuva redu Lyrics
  • Hymn 274 Zuva redu ravapo Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 249 Tiitei savashanu Lyrics
  • Hymn 133 Sezva ndakadai Ishe Lyrics
  • Hymn 70 Uyayi zvino ticheme Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 77 Kupenya kwabuda zvino Lyrics
  • Hymn 5 Ndinokudza zita rako Lyrics
  • Hymn 218 Mwari baba wedu Lyrics
  • Hymn 407 Ndinomutenda Lyrics
  • Hymn 19 Musi unowesvondo Lyrics
  • Hymn 211 Ndakabhabhatidzwa Lyrics
  • Hymn 208 Jesu zita rako Lyrics
  • Hymn 6 Mukudzei iye Mwari Lyrics
  • Hymn 238 Baba wedu tarirai Lyrics
  • Hymn 38 Mwana M’tsvene wakapfava Lyrics
  • Hymn 33 Karekare Chando Lyrics
  • Hymn 179 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics
  • Hymn 32 Mukai maKristu mufare nhasi Lyrics
  • Hymn 329 Heavenly Sunshine Lyrics
  • Hymn 221 Mutiropafadze Mwari Lyrics
  • Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 159 SHE uyai mutsai marudzi Lyrics
  • Hymn 50 Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 215 Taurai Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 168 Tiri vanana hedu Lyrics
  • Hymn 188 Tendai Chete Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 269 Yakanaka Vhangeri Lyrics
  • Hymn 337 Jesus is passing Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 116 Baba ndiri mwana wenyu Lyrics
  • Hymn 309 Shongai nhumbi dzokurwa Lyrics
  • Hymn 56 Mutadzi anofirirei Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 62 Mweya wangu imba zvino Lyrics
  • Hymn 208 Musi weSvondo waIShe Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics
  • Hymn 108 Mwenje Yedenga Lyrics
  • Hymn 174 Mumwe Angatiponese Lyrics
  • Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
  • Hymn 167 Rine Simba Vangeri Lyrics
  • Hymn 102 Ndasiya zvose pana SHE kare Lyrics
  • Hymn 92 Ndawana Shamwari Lyrics
  • Hymn 86 Tendai Jesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version