Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics

Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics

 

Nokuchema kwandiinako,
Ngozi yakandibata ichakundwa,
Vandarindira
Mwana wepfumo jena achauya,
Nhasi muvengi wangu achaona.

Nokusungwa kwandiinako,
Gasho romwoyo wangu richachekwa
Zvandarindira
Jesu wokumatenga achauya,
Yose misungo achaidimura.

Norufaro rwenyika ino,
Nyika yamunoona ichatongwa,
Musi unenge
Mwana wepfumo jena ava pano,
Zvose zvamunoona zvichapera.

Noupfumi hwamunoona,
Nhaka yenyika ino ichapera,
Musi unenge
Jesu wokumatenga ava pano.
Zvose zvamunoona zvichapera.

Nomutongi wenyika ino,
Mambo wenyika ino achatongwa,
Musi unenge
Mwana wokumatenga ava pano,
Jinda renyika ino richachema.

Nhasi pano, dzokai mose,
Mambo wokumatenga ari pano
Watinoreva
Jesu wokumatenga ari pano,
Uyai mose mose muponiswe.

 

Post navigation

Previous: Hymn 197 Jesu ndiyo nzira yedu Lyrics
Next: Hymn 199 Musi wehasha nokutya Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 275 Jesu makapfavisa Lyrics
  • Hymn 412 Muponesi mambo Lyrics
  • Hymn 403 Mhanya mutembere Lyrics
  • Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics
  • Hymn 299 Mvura yazonaya Lyrics
  • Hymn 61 Mbiri yese kunewe Lyrics
  • Hymn 161 NaJesu Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 164 Jesu akagara pasi Lyrics
  • Hymn 178 Upenyu hwedu nzira Lyrics
  • Hymn 74 Mai anosuruvara Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 178 Mirai makachama Lyrics
  • Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
  • Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics
  • Hymn 93 Pasuo rakashama ‘po Lyrics
  • Hymn 297 Bvisai zvivi SHE Lyrics
  • Hymn 143 Mumwe ariko kum’soro Lyrics
  • Hymn 254 Kristu asati akwira Lyrics
  • Hymn 104 She mupenyu Lyrics
  • Hymn 135 Mese-mese vapanyika Lyrics
  • Hymn 9 Mwari hamuna mavambo Lyrics
  • Hymn 240 Ngaarumbidzwe Mwari Lyrics
  • Hymn 181 Munozovepi Kana Tsuri Yorira? Lyrics
  • Hymn 244 Nyengetera SHE uripo Lyrics
  • Hymn 296 Mumwe musi ava mauro Lyrics
  • Hymn 139 Fare iwe m’Kristu! Lyrics
  • Hymn 160 Rwiyo ngaruimbwe Lyrics
  • Hymn 179 Dzvara muchinjiko wako Lyrics
  • Hymn 103 Iva panesu Utatu Lyrics
  • Hymn 145 Vongai Jehovha mudane zita rake Lyrics
  • Hymn 73 Jesu wakataura Lyrics
  • Hymn 184 Ngatizivisei Vose ZvaJesu She Lyrics
  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 220 Svondo inopfuura Lyrics
  • Hymn 224 Imbirai mese Lyrics
  • Hymn 271 Jesu shamwari yavana Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 117 Mudzimba Dzedu, She Lyrics
  • Hymn 252 Zuva guru raSHE rouya Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 19 Iro zita raJesu Lyrics
  • Hymn 84 Mweya musiki muvambi Lyrics
  • Hymn 409 Kana ndaona ropa Lyrics
  • Hymn 126 Zvikomborero Lyrics
  • Hymn 55 Matambira Jesu Here Lyrics
  • Hymn 162 Wedenga SHE titende Lyrics
  • Hymn 32 Zvakanaka Kuda Jesu Lyrics
  • Hymn 2 Jesu Tenzi une tsitsi Lyrics
  • Hymn 18 Wakamuka Muguva Lyrics
  • Hymn 112 Panguva Yokuteura Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 43 Tinouya madzimambo Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 90 Vanhu veJerusarema Lyrics
  • Hymn 168 Satani Wandisunga Ini Lyrics
  • Hymn 351 Chindizadzai Lyrics
  • Hymn 30 Ngerosi dzinoimba Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version