Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics

Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics

 

Mwari ano rudo
Toda nzira yenyu
Yamatimisira
Tichitererazve
Tive mune zvenyu zvose,
Tipererewo mamuri.

Matiunzirei
Pano pamwe chete,
Tava pamwe sei
Kuti tionane,
Tive amwe tinzwirane
Takakanyana mamuri?

Matiita mumwe
Kuti tive pamwe
Tigofamba pamwe
Tigoyamurana;
Dakara nduramo dzenyu
Dzionwe pamwe norudo.

Ngatinange tose
Patinogumira
Takangwaririra
Tirwe kwenda mberi;
Tisusukidzane tose
Dakara tiwane ngundu.

Tidirei Mweya
Kuti musi uyo,
Tigozova nemi
Kuti tisimutswe;
Titakurwe tiendeswe
Tisvitswe kuMununuri.

 

Post navigation

Previous: Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
Next: Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 82 Jesu She Wakandifira Lyrics
  • Hymn 61 Nounyoro Jesu Anokudana Lyrics
  • Hymn 248 Imi ngerosi mune mbiri huru Lyrics
  • Hymn 176 Jesu Mambo worugare Lyrics
  • Hymn 122 Jesu SHE musandisiya Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 293 Garai neni! zuva radoka Lyrics
  • Hymn 52 Mazuva nousiku Lyrics
  • Hymn 67 Ndichamugamuchira Lyrics
  • Hymn 153 Mweya yese inotyeyi Lyrics
  • Hymn 297 Mwari baba muve nesu Lyrics
  • Hymn 207 Musi weSvondo nhasi She Lyrics
  • Hymn 18 Tora zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 136 Pedo zvikuru ndiswededzei Lyrics
  • Hymn 254 Tiri vana vaMwari Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hymn 21 Iye wakafira vanhu Lyrics
  • Hymn 342 There is a message Lyrics
  • Hymn 105 Mwari mumwe utatu Lyrics
  • Hymn 76 Ruponiso! Runofadza! Lyrics
  • Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics
  • Hymn 96 Uya ufemere mweya yedu Lyrics
  • Hymn 150 Tinomushumirai Lyrics
  • Hymn 217 Tinorima tidyare Lyrics
  • Hymn 129 Mwoyo wangu uchimutsva Lyrics
  • Hymn 188 Tendai Chete Lyrics
  • Hymn 140 Tibatei tibatei tishumire Jesu Lyrics
  • Hymn 154 Kudzai Wedenga muchingomuongawo Lyrics
  • Hymn 45 Jesu imi muri nzira Lyrics
  • Hymn 123 Jesu Mambo achatonga Lyrics
  • Hymn 77 Kupenya kwabuda zvino Lyrics
  • Hymn 327 The path is very narrow Lyrics
  • Hymn 398 Glory to God Lyrics
  • Hello world!
  • Hymn 237 Munyasha dzenyu Bambo Lyrics
  • Hymn 154 Ndanzwa nezvikomborero Lyrics
  • Hymn 42 Ndichaimba ZvaShe Jesu Lyrics
  • Hymn 254 Mandidana Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 208 Ndisimbisei Lyrics
  • Hymn 94 Kare Mwari wakadzika Lyrics
  • Hymn 76 SHE ndinonzwa matumira Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 5 Ndinokudza zita rako Lyrics
  • Hymn 194 Kwaziwai Vanyai vaSHE. Lyrics
  • Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
  • Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics
  • Hymn 303 Hongu Mwari wakanaka Lyrics
  • Hymn 141 Rungamirai mwoyo rwadzai Lyrics
  • Hymn 33 Ndinoda SHE isimba rangu Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 149 Chiuyai SHE kutimutsa Lyrics
  • Hymn 307 Kugadzwa Kwavatariri Namadhikoni Lyrics
  • Hymn 11 Tunhai Ishe matenga Lyrics
  • Hymn 217 Timutsirei She Lyrics
  • Hymn 385 Father I adore thee Lyrics
  • Hymn 109 Jesu munondida Lyrics
  • Hymn 70 Uyayi zvino ticheme Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version