Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics

Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  212  Nhasi Tenzi ndinokupa

 

1 NHASI Tenzi ndinokupa

Mwoyo wangu wese,

Ndipe simba rokufamba

Ndisingavunduki.

2 Ndipfungame ndinamate

Kunewe Musiki,

Ndipe simba ndizvikunde

Zvirunziro zvese.

3 Dira, dira, dira, Tenzi

Mweya wokumsoro;

Ndibatise pfuma yako

Isingapfuuri.

4 Ngazvirambe zvindipfuwe:

Ndiswendedzwe petyo,

Ndikukudze ndakapfunya

Ndiri petyo newe.

5. Ndipe ndikuvimbisise

Ndichipano pasi,

Ndimhanyire norufaro

Wa’kundidaidza.

6. Zvese ndinoshanda pano

Zvikufadze Tenzi,

Zvindipewo namanyemwe

Ekudiwa newe

7. Ndinyatse kuswenderesa

Nditsigirwe newe,

Ndive uchapupu hwako

Kuvatsva munewe.

8. Kuzoti ndapereverwa

Nezvepano zvese,

Unditore zvako Jesu

Ndigare kunewe.

Post navigation

Previous: Hymn 211 Ndakabhabhatidzwa Lyrics
Next: Hymn 213 Kufarayi uko Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 402 I want to be more Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 237 Munyasha dzenyu Bambo Lyrics
  • Hymn 169 Famba mangwanangwana Lyrics
  • Hymn 195 SHE Wedenga ave neniwo Lyrics
  • Hymn 129 Regai Kukundwa Lyrics
  • Hymn 207 Ndichaona Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 37 Ndinoda She Jesu Lyrics
  • Hymn 147 Jesu takauyawo Lyrics
  • Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 119 Riripo Tsime Rizere Neropa raJesu Lyrics
  • Hymn 267 Kure muzamba iro Lyrics
  • Hymn 406 My Bible Lyrics
  • Hymn 39 Tarirai kubetrehem Lyrics
  • Hymn 93 Mweya wangu uno Muponisi Lyrics
  • Hymn 11 Wedenga Bambo SHE tendai Lyrics
  • Hymn 385 Father I adore thee Lyrics
  • Hymn 234 Iwe Mwoyo pakuneta Lyrics
  • Hymn 19 SHE wendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 11 Sezvo maranzi ezuva Lyrics
  • Hymn 217 Asvika mangwanana Lyrics
  • Hymn 137 VaTsvene mumoyo Lyrics
  • Hymn 83 Imi vadaviri Lyrics
  • Hymn 114 Pedyo kwamuri, She Lyrics
  • Hymn 179 Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 157 Ndine Nzvimbo Kudenga Lyrics
  • Hymn 227 Onai vadzidzi venyu Lyrics
  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 270 Muchenjeri nebenzi Lyrics
  • Hymn 161 NaJesu Lyrics
  • Hymn 284 Ishe woutsvene Lyrics
  • Hymn 103 Kana nhamo zhinji dzokukomba Lyrics
  • Hymn 220 Svondo inopfuura Lyrics
  • Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
  • Hymn 154 Irwa kurwa kwakanaka Lyrics
  • Hymn 307 Jesu ini ndasarudza Lyrics
  • Hymn 259 Ndakanga ndiri kure naSHE Lyrics
  • Hymn 157 Mweya waKristu Lyrics
  • Hymn 345 Where He leads me Lyrics
  • Hymn 369 When the Trumpet Lyrics
  • Hymn 381 He paid a debt Lyrics
  • Hymn 258 Yokukumbira Lyrics
  • Hymn 232 Jesu chindinzwai Lyrics
  • Hymn 177 Ko ndichatya rufu hwiro? Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 63 Ndichaimba zvaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 9 Farai Nyika She Wauya Lyrics
  • Hymn 38 Hakuna Mumwe SaJesu Ishe Lyrics
  • Hymn 318 There is power Lyrics
  • Hymn 128 Zvegumi Ndezva Jehova Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 126 SHE ndibatei handine simba rose Lyrics
  • Hymn 50 Teteerere Musiki Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 32 Pasi risati ravapo Lyrics
  • Hymn 187 Vapwere vaTenzi Lyrics
  • Hymn 80 Muviri wangu Jesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version