Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics

Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  31  Kristu Muponisi wedu

 

KRISTU Muponisi wedu,
Kupenya kwaMwari Baba,Iwe wakange unaye
Pasi risati rasikwa

Uri ruveneko rwedi
Mudima rezvakaipa;
Inzwa minamato yese
Pasi pese musi uno.

Tondera Tenzi wetsitsi,
Kuti wakatiponisa
Ngekuitwa munhu kare
NdiMaria wakachena.

Kuti zuva richibuda
Nhas’uno panyika dzese;
Vanhu vese vanotizve
“Wakatiponisa wega.”

Wakatumirwa ndiBaba.
Kudaidza vana vake;
Denga nepasi nenyanza
Zvinokudza rudo rwake.

Nesu tinofara nhasi.
Takasunungurwa ndiye;
Tinoimba rwiyo rutsva
Izvo wakabarwa nhasi.

Mbiri ngaive kunewe.
Wakabarwa ndiMaria;
Mbiri kunaMwari Baba,
Naye Mweya Unoyera.Amen.

Post navigation

Previous: Hymn 30 Ngerosi dzinoimba Lyrics
Next: Hymn 32 Pasi risati ravapo Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 35 Ndakanzwa Jesu achiti Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 22 Tarirai mudzione Lyrics
  • Hymn 137 Tine Nyaya Kuudza Marudzi Lyrics
  • Hymn 36 Kwakati panguva yokutonga kwaHerodi mambo Lyrics
  • Hymn 23 Tarirai zviri kudenga Lyrics
  • Hymn 110 Mwari Ishe makavanzwa Lyrics
  • Hymn 164 Runyararo munyika yerima? Lyrics
  • Hymn 160 Dombo rakarekare Lyrics
  • Hymn 11 Tunhai Ishe matenga Lyrics
  • Hymn 152 Avo vanotenda Lyrics
  • Hymn 293 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 139 Jesu ndakapikira Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 24 Usiku ihwohwo Lyrics
  • Hymn 31 Uyaizve vatendi Lyrics
  • Hymn 154 Ndanzwa nezvikomborero Lyrics
  • Hymn 109 Jesu munondida Lyrics
  • Hymn 266 Mufudzi ropafadzai Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 76 Ruponiso! Runofadza! Lyrics
  • Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
  • Hymn 66 ‘Po Jesu akaroverwa Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 233 Kristu mukomboreri Lyrics
  • Hymn 62 Uya, Mutadzi, Uya Lyrics
  • Hymn 230 Ngatiimbe nguvadzese Lyrics
  • Hymn 11 Wakandifira Lyrics
  • Hymn 33 Mumusha waShe Dhavhidhi Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 300 Murayiro mukuru (Mateo 22:34-40) Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 132 Dzvara Mangwanani Lyrics
  • Hymn 95 Mweya musiki tifemere Lyrics
  • Hymn 50 Waroverwa Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 398 Glory to God Lyrics
  • Hymn 165 Mweya wangu rangarira Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 45 Jesu imi muri nzira Lyrics
  • Hymn 211 Dai Makaziva Jesu Lyrics
  • Hymn 83 Vanhu chitendai Wedenga Lyrics
  • Hymn 204 Mwari makafaranuka Lyrics
  • Hymn 62 Mweya wangu imba zvino Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 25 Nyeredzi iwe wopfuura dzose Lyrics
  • Hymn 52 Wokusuwa! wakanzi Lyrics
  • Hymn 330 They say He is wonderful Lyrics
  • Hymn 57 Sezva Ndakadai, jesu Lyrics
  • Hymn 328 Lest I forget Gethsemane Lyrics
  • Hymn 145 Vongai Jehovha mudane zita rake Lyrics
  • Hymn 23 Kana Jesu Achidzoka Lyrics
  • Hymn 285 Mudzongeri wakabuda Lyrics
  • Hymn 282 Kamwenje kangu aka Lyrics
  • Hymn 217 Asvika mangwanana Lyrics
  • Hymn 370 For God so loved Lyrics
  • Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics
  • Hymn 249 Pachigaro chake Mwari Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 52 Pachinjikano yaSHE Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version