Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics

Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  45  Zvino ratunga gwenzi

 

Nhungamiri.ZVINO ratunga gwenzi;
Vanhu.Baba ngaatunhidzwewo.
Rabva mudzinde kwaro;
Mwana ngaatunhidzwewo.
Remudzi wasaJese’ngeizwi raIsaya;
Mweya ngautunhidzwewo.

MuprofitiIsaya
Baba ngaatunhidzwewo
Wakafembera iro
Mwana ngaatunhidzwewo
Gwenzi rinonzi Roziri richazobereka
Mweya ngautunhidzwewo

Mutiyo ndiMaria
Baba ngaatunhidzwewo
Wakabara Ruva Jesu
Mwana ngaatunhidzwewo
Ona Karuva aka kamwana kakapfava
Mweya ngautunhidzwewo

Kunyika inoyera
Baba ngaatunhidzwewo
Kwakange kune chando
Mwana ngaatunhidzwewo
Usiku hwati zvi Mwari wakava munhu
Mweya ngautunhidzwewo.

Kwakange kune chando
Baba ngaatunhidzwewo
Usiku hwakasvipa
Mwana ngaatunhidzwewo
Ngerosi dzoti ngwee dzichiimba ngeMwana
Mweya ngautunhidzwewo

Mbiri’ ko kunaMwari
Baba ngaatunhidzewo
Kuna Mwari kumusoro
Mwana ngaatunhidzwewo
Rugare kunesuwo ngatifare ndiJesu
Mweya ngautunhidzwewo.

Post navigation

Previous: Hymn 44 Ipapo mudanga muBeterehema Lyrics
Next: Hymn 46 Mberi kwamakomo Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 240 Wafa wafa Muponisi! Lyrics
  • Hymn 399 Ishe torai mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 112 Regai kukundwa bva mwoyo tsungai Lyrics
  • Hymn 304 Bhapatidzo Yavana Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 83 Mweya Mutsvene Idi Lyrics
  • Hymn 166 Reru, reru Lyrics
  • Hymn 51 Riripo gomo Lyrics
  • Hymn 191 Mwari usingaoneki Lyrics
  • Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics
  • Hymn 309 Shongai nhumbi dzokurwa Lyrics
  • Hymn 99 Kumusoro kudenga Lyrics
  • Hymn 138 Ngatibatei Nesimba Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 124 Ndopira Zvose Lyrics
  • Hymn 208 Musi weSvondo waIShe Lyrics
  • Hymn 3 Mwari muri zuva redu Lyrics
  • Hymn 66 ‘Po Jesu akaroverwa Lyrics
  • Hymn 43 Ndinoshuva kunyeperwa Lyrics
  • Hymn 305 Tokupai zvino baba Lyrics
  • Hymn 281 Musengwa wake munyoro Lyrics
  • Hymn 105 Mwari mumwe utatu Lyrics
  • Hymn 83 Vanhu chitendai Wedenga Lyrics
  • Hymn 316 Keep me true Lord Lyrics
  • Hello world!
  • Hymn 4 Rudo rwako rwaoneswa Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics
  • Hymn 8 Uyai Vatendi Lyrics
  • Hymn 6 Mukudzei iye Mwari Lyrics
  • Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics
  • Hymn 328 Lest I forget Gethsemane Lyrics
  • Hymn 140 Vapinzei Lyrics
  • Hymn 254 Mandidana Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 112 Baba nditarisei netsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 185 Jesu taungana pano Lyrics
  • Hymn 176 Famba naJesu Lyrics
  • Hymn 280 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics
  • Hymn 22 Zuva Rimwe Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 118 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 281 Ishe Mwari ndiitei Lyrics
  • Hymn 57 Onai Mureza waMambo Lyrics
  • Hymn 131 Ndoisa pana Jesu Lyrics
  • Hymn 225 Tinobvisa zvipo Lyrics
  • Hymn 367 Jesus, I long Lyrics
  • Hymn 39 Nguva’ yoKristu akabarwa Lyrics
  • Hymn 104 Iwe Unoyera Mwari unesimba Lyrics
  • Hymn 374 I am the way Lyrics
  • Hymn 291 SHE Jesu wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 238 Jesu, M’ponisi tinokutenda Lyrics
  • Hymn 54 Ndakakufira kare Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 343 Pane riya gomo Lyrics
  • Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics
  • Hymn 94 Ndapofumara SHE Lyrics
  • Hymn 5 SHE Wedenga matsawurwa Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version