Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

 

1
Mwoyo, farira,
Nyika nokudenga
Pano parwendo rwako.
Zvakanakisa
Zvose zvinobva
Uko kum’soro kwaBambo.

2
Dzinosiuya
Nhambo, nokuenda
Vanhu vachiteverana.
Rwiyo rwedenga
Runosinzwikwa,
Runotifadza parwendo.

3
Rwakavambiwa
Navatumwa vaSHE
Vachiimbira varisi:
“Bambo vakudzwe
Vanhu vafadzwe,
Kristu wazvarwa panyika.”

Post navigation

Previous: Hymn 219 Tinofarirei tinoimbirei Lyrics
Next: Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 61 Kristu Tenzi wakamuka Lyrics
  • Hymn 118 Bwizana roWedenga Lyrics
  • Hymn 231 Tichaendako kuna’ni tigova Lyrics
  • Hymn 59 Mbira dzinorira Lyrics
  • Hymn 315 Over and over Lyrics
  • Hymn 254 Tiri vana vaMwari Lyrics
  • Hymn 113 Mweya wangu rumbidza mambo Lyrics
  • Hymn 122 Ngandiite munamato Lyrics
  • Hymn 173 Wogona Lyrics
  • Hymn 189 Nhungamiri yaIsraeri Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 253 Ndozviisa kuna SHE Jehova Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics
  • Hymn 170 Huya Tenzi ndinofara Lyrics
  • Hymn 310 Into my heart Lyrics
  • Hymn 192 Tendai, She Lyrics
  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 84 Jesu nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 85 Tenzi wedu Jesu Kristu wamuka Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 407 Ndinomutenda Lyrics
  • Hymn 238 Jesu, M’ponisi tinokutenda Lyrics
  • Hymn 200 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 35 Ndakanzwa Jesu achiti Lyrics
  • Hymn 140 Vapinzei Lyrics
  • Hymn 27 SHE Jesu waponiwa Lyrics
  • Hymn 163 Ndino Rufaro Mumwoyo Lyrics
  • Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics
  • Hymn 307 Jesu ini ndasarudza Lyrics
  • Hymn 191 Mwari usingaoneki Lyrics
  • Hymn 178 Jesu She, Ndinoda Kukukudzai Lyrics
  • Hymn 154 Kudzai Wedenga muchingomuongawo Lyrics
  • Hymn 47 Nezita raSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 30 Ngerosi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 204 Ari Mandiri Lyrics
  • Hymn 338 I will make you fishers Lyrics
  • Hymn 131 Tora Zita Rom’ponesi Lyrics
  • Hymn 112 Panguva Yokuteura Lyrics
  • Hymn 82 Mweya woutsvene Lyrics
  • Hymn 230 Munhu ha’ngawani rugare Lyrics
  • Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics
  • Hymn 29 Ingirozi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 171 Uyayi maKristu Lyrics
  • Hymn 133 Sezva ndakadai Ishe Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 27 A! Inzwai Muponisi Lyrics
  • Hymn 150 Tinomushumirai Lyrics
  • Hymn 199 She Jesu Wakanatsa Lyrics
  • Hymn 234 Hama yangu yakanaka Lyrics
  • Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 42 Ndichaimba ZvaShe Jesu Lyrics
  • Hymn 252 Tiri pfumo raShe Lyrics
  • Hymn 99 Ishe! Ndinzwei nokufara Lyrics
  • Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics
  • Hymn 57 Onai Mureza waMambo Lyrics
  • Hymn 221 Mutiropafadze Mwari Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 358 Uyai navo, Uyai navo Lyrics
  • Hymn 297 Bvisai zvivi SHE Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version