Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

 

Mwana angazive
Kuti Mwari rudo,
Wakaruisa pachena
Pasi nokudenga

Kana ndatarisa
Kumabasa ake,
Ndinorava kwesekwese
Kuti Mwari rudo.

Maruva mazhinji
Anondidzidzisa,
Pamwe neshiri dzoimba
Kuti Mwari rudo.

Nenyenyedzi dzose
Dzinopenya kure,
Dzinondiudza zvaMwari
Kuti ari pedyo.

 

Post navigation

Previous: Hymn 263 Mwari wakasika Lyrics
Next: Hymn 265 Mwari baba wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 90 Ndinofara Kuti Baba Wedu Lyrics
  • Hymn 178 Mirai makachama Lyrics
  • Hymn 172 Vana veJerusar’ma Lyrics
  • Hymn 142 Kwasara kunesu Lyrics
  • Hymn 203 Nyengeterai Lyrics
  • Hymn 112 Denga virikidza Mwari Lyrics
  • Hymn 203 Nzvimbo yakanaka! Lyrics
  • Hymn 135 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 44 SHE Jesu ndiye unongondida Lyrics
  • Hymn 367 Jesus, I long Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 17 Chokwadi zita raJesu Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 10 Mufudzi ndiye Jehovha Lyrics
  • Hymn 196 Torima minda yedu Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 210 Ishe nzvimbo yenyu Lyrics
  • Hymn 75 NdiMweya waJesu Lyrics
  • Hymn 108 Mwenje Yedenga Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 225 Jesu ndiyechiremba Lyrics
  • Hymn 109 Jesu munondida Lyrics
  • Hymn 7 Ndiani Kudanga ‘Ko Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 129 Baba ndiri kurasika Lyrics
  • Hymn 19 Musi unowesvondo Lyrics
  • Hymn 343 Pane riya gomo Lyrics
  • Hymn 7 Ukuru hwenyu hwose Lyrics
  • Hymn 208 Jesu zita rako Lyrics
  • Hymn 59 Parutivi rwomuponesi Lyrics
  • Hymn 223 Nguva yakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 330 They say He is wonderful Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 103 Kana nhamo zhinji dzokukomba Lyrics
  • Hymn 71 Imi munoda kurapwa Lyrics
  • Hymn 296 Wafireni wafireni Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 179 Jesu unondimbunda Lyrics
  • Hymn 289 Mangwanani zvinhu zvose Lyrics
  • Hymn 35 Vafudzi vebetrehem Lyrics
  • Hymn 58 Ndodzoka, Ndodzoka Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 2 Imbai masimba nengoni dzake Lyrics
  • Hymn 285 Ndinofara sei ndinofara sei Lyrics
  • Hymn 386 Ndanzwa inzwi Lyrics
  • Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics
  • Hymn 188 Nditungamire Jehovha Lyrics
  • Hymn 149 Chiuyai SHE kutimutsa Lyrics
  • Hymn 68 Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga Lyrics
  • Hymn 127 Sezva ndiri ndinouya Lyrics
  • Hymn 362 Is-n’t He wonderful Lyrics
  • Hymn 69 Namangwanangwana Lyrics
  • Hymn 107 Rugare nhasi Lyrics
  • Hymn 319 Ndiri kudya chingwa choupenyu Lyrics
  • Hymn 123 Sezva Ndinorangarira Kufa kwaShe Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 253 Izwi raShe rakasvika Lyrics
  • Hymn 190 Mwari muna masimba Lyrics
  • Hymn 387 I have decided to follow Lyrics
  • Hymn 213 Baba wedu tinouya Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version