Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 264 Mwana angazive Lyrics

 

Mwana angazive
Kuti Mwari rudo,
Wakaruisa pachena
Pasi nokudenga

Kana ndatarisa
Kumabasa ake,
Ndinorava kwesekwese
Kuti Mwari rudo.

Maruva mazhinji
Anondidzidzisa,
Pamwe neshiri dzoimba
Kuti Mwari rudo.

Nenyenyedzi dzose
Dzinopenya kure,
Dzinondiudza zvaMwari
Kuti ari pedyo.

 

Post navigation

Previous: Hymn 263 Mwari wakasika Lyrics
Next: Hymn 265 Mwari baba wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 201 Nyange zvivi zvatsvuka Lyrics
  • Hymn 150 Zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 57 Sezva Ndakadai, jesu Lyrics
  • Hymn 32 Jesu Mwana wakanaka Lyrics
  • Hymn 370 For God so loved Lyrics
  • Hymn 101 Nyararai henyu Lyrics
  • Hymn 192 Tendai, She Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 223 Tauya nezvipo baba Lyrics
  • Hymn 201 Jesu namaziso angu Lyrics
  • Hymn 191 Muna vanhu venyu Mwari Lyrics
  • Hymn 100 Ndinofadzwa misi yose Lyrics
  • Hymn 201 She Woga Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics
  • Hymn 218 Mudyari wandodyara Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 74 Chiuyai Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 68 Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 30 Uyai imi vana uyai unganai Lyrics
  • Hymn 257 Ngekumuka kunembiri Lyrics
  • Hymn 6 Uya Mweya Unoyera Lyrics
  • Hymn 41 Imi Ngirosi makabva Lyrics
  • Hymn 141 Ndinofara kuti baba wedu Lyrics
  • Hymn 245 Mwari mundidzore imi Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 100 Ndaponeswa Lyrics
  • Hymn 309 Nhasi tose taungana Lyrics
  • Hymn 335 Arise and shine Lyrics
  • Hymn 302 Bhapatidzo Yavakuru Lyrics
  • Hymn 150 Jesu asati auya Lyrics
  • Hymn 206 Mwari Baba wokudenga Lyrics
  • Hymn 93 Pasuo rakashama ‘po Lyrics
  • Hymn 204 Ari Mandiri Lyrics
  • Hymn 159 SHE uyai mutsai marudzi Lyrics
  • Hymn 232 Jesu chindinzwai Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 29 Muri M’kuru Lyrics
  • Hymn 121 Norumuko rwenyu Kristu Lyrics
  • Hymn 123 Jesu wangu wakanaka Lyrics
  • Hymn 362 Is-n’t He wonderful Lyrics
  • Hymn 77 Tomuda imi Mweya sei Lyrics
  • Hymn 157 Ndine Nzvimbo Kudenga Lyrics
  • Hymn 392 Tina Mwari wezvishamiso Lyrics
  • Hymn 127 Ndinosimuda SHE Lyrics
  • Hymn 160 Dombo rakarekare Lyrics
  • Hymn 400 Jesu wandishamisa Lyrics
  • Hymn 70 Jesu makati mamuka Lyrics
  • Hymn 9 Jehova wondirisa Lyrics
  • Hymn 207 Ndichaona Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 5 Ngatimukudze Mwari Lyrics
  • Hymn 132 Dzvara Mangwanani Lyrics
  • Hymn 82 Tinovirikidza Lyrics
  • Hymn 118 Pedyo Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 16 Zuva rapfuura Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 87 Imi Mweya waMwari Lyrics
  • Hymn 95 Ndachinya SHE ndoripa nei? Lyrics
  • Hymn 136 Jesu unoyera Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version