Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

 

Baba! mune simba rose
Muchengi wavose,
Kana ndikabva kwamuri
Ndingahwanda kupi?

Baba! Musiki wazvose
Hapana mumwezve,
Mutongi wezvinhu zvose,
Mukundi wemhandu.

Baba munovada vose
Vanovimba nemi;
Mufudzi wezvirokwazvo
Munovazorodza.

Baba mune simba rose
Muchengi wavose
Ndouya zvino kwamuri
Mwari wezvokwadi.

 

Post navigation

Previous: Hymn 160 Dombo rakarekare Lyrics
Next: Hymn 162 Kristu Mununuri wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 231 Tichaendako kuna’ni tigova Lyrics
  • Hymn 59 Mbira dzinorira Lyrics
  • Hymn 285 Ndinofara sei ndinofara sei Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 107 Uyai kuna Muponisi Lyrics
  • Hymn 95 Farai nesu vanotenda Lyrics
  • Hymn 358 Uyai navo, Uyai navo Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 134 SHE ndimi rudo runondida Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 73 Tendai Lyrics
  • Hymn 159 Vongai kuna Jehovha Lyrics
  • Hymn 80 Tadaidzwa kusanga Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hymn 144 Endai Kuna Vanhu Vose Lyrics
  • Hymn 177 Ko ndichatya rufu hwiro? Lyrics
  • Hymn 168 Gadzira miteuro Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 7 Hezvo muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 65 Jesu ndowangu ndofara sei Lyrics
  • Hymn 47 Beterehema rinopinda Lyrics
  • Hymn 150 Zita rake Jesu Lyrics
  • Hymn 305 Tokupai zvino baba Lyrics
  • Hymn 312 Tinobvisa Lyrics
  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 35 Jesu Kristu Jesu wakaberekwa Lyrics
  • Hymn 315 Over and over Lyrics
  • Hymn 246 Varipo nhasi vanokukurwa Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics
  • Hymn 413 Ndasunungurwa Lyrics
  • Hymn 232 Nguva yakanakisisa Lyrics
  • Hymn 224 Imbirai mese Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics
  • Hymn 31 Rumbidzai vanhu mose! Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 162 Wedenga SHE titende Lyrics
  • Hymn 410 Kana vakundi vopinda Lyrics
  • Hymn 392 Tina Mwari wezvishamiso Lyrics
  • Hymn 397 Iro vhangeri kuenda Lyrics
  • Hymn 133 Chechi iri kumirira Lyrics
  • Hymn 192 Tendai, She Lyrics
  • Hymn 83 She Jesu, ndinomutarirai Lyrics
  • Hymn 29 Muri M’kuru Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 177 Vamambo vapano pasi Lyrics
  • Hymn 94 Kare Mwari wakadzika Lyrics
  • Hymn 52 Wokusuwa! wakanzi Lyrics
  • Hymn 145 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 267 Jehovha wakati Abrahama Lyrics
  • Hymn 53 Nguva inoyenyasha Lyrics
  • Hymn 186 Ndanzwa Izwi Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 321 Tinovonga Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 157 Ndine Nzvimbo Kudenga Lyrics
  • Hymn 30 Ngerosi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 199 Musi wehasha nokutya Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version