Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  193  Areruya! Kuna Jesu

 

1. ARERUYA! Kuna Jesu

Kuna Mambo wedu.

Areruya! Mukuriri,

Une mbiri yese.

Vanhu vese ngavaimbe

Ndwiyo dzokufara,

Jesu wakatiponisa

Neropa rakewo.

2. Areruya! Hatichemi

Hatigari tega;

Areruya! Uri petyo

Tinokudavira.

Kana uchiri kudenga

Tinotondera izwi

Rechitsidzo chako kuti,

“Ndinemi narini.”

3. Areruya! Tenzi ndiwe

Chingwa chengirosi.

Areruya! Kudya kwedu

Toswendera petyo;

Tikumbirire M’ponisi

Une simba rese,

Apo vanoyera vese

Vari Kutunhidza.

4. Areruya! Unogara

Tenzi wavatenzi

Areruya! Munhu wedi

Mwana waMaria;

Ndiwe Chidyo choKudenga,

Ndiwe Muteuro,

Ndiwe Mupristi mukuru

Pasi nokudenga.

5. Areruya! Kuna Jesu

Kuna Mambo wedu.

Areruya! Mukuriri

Une mbiri yese.

Vanhu vese ngavaimbe

Ndwiyo dzokufara

Jesu wakatiponisa

Neropa rakewo.

Post navigation

Previous: Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
Next: Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 8 Uyai Vatendi Lyrics
  • Hymn 210 Nyasha Dzashe Dzakakwana Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
  • Hymn 52 Pachinjikano yaSHE Lyrics
  • Hymn 142 Kwasara kunesu Lyrics
  • Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics
  • Hymn 187 Zarurai Mwoyo; Jesu Wogogodza Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 6 Uya Mweya Unoyera Lyrics
  • Hymn 27 SHE Jesu waponiwa Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 126 Izwi rako Tenzi Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 151 Rufaro Lyrics
  • Hymn 251 Simukirai Jesu Lyrics
  • Hymn 177 Ishe wangu maindidisa Lyrics
  • Hymn 317 Jesu haanakuuya Lyrics
  • Hymn 104 Iwe Unoyera Mwari unesimba Lyrics
  • Hymn 174 Mumwe Angatiponese Lyrics
  • Hymn 243 Dzidzisai vadzidzisi Lyrics
  • Hymn 59 Parutivi rwomuponesi Lyrics
  • Hymn 212 SHE Wokudengadenga Lyrics
  • Hymn 105 Mufudzi Wanga NdiJesu Lyrics
  • Hymn 74 SHE wakakunda papfumo kudzai Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 23 Tarirai zviri kudenga Lyrics
  • Hymn 167 Ndicharumbidza Mwari Lyrics
  • Hymn 250 Fambai vaKristu somunondorwa Lyrics
  • Hymn 275 Jesu makapfavisa Lyrics
  • Hymn 277 Kuonekwe kunaka kwaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 184 Timutsirei Ishe Lyrics
  • Hymn 102 Ndasiya zvose pana SHE kare Lyrics
  • Hymn 261 Jesu amire pasuo romwoyo Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 164 Runyararo munyika yerima? Lyrics
  • Hymn 88 Vakaropafadzwa avo Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 239 Makatora chingwa Jesu Lyrics
  • Hymn 220 Ngatikudze vapostori Lyrics
  • Hymn 234 Iwe Mwoyo pakuneta Lyrics
  • Hymn 249 Tiitei savashanu Lyrics
  • Hymn 168 Satani Wandisunga Ini Lyrics
  • Hymn 107 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 291 Zuva rabuda kakare Lyrics
  • Hymn 196 Chingwa chokudenga Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 135 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 74 Zadzisai chirevo chenyu Lyrics
  • Hymn 151 Rinozipa zuva rino Lyrics
  • Hymn 2 Nditungamirei, Jehova Lyrics
  • Hymn 185 Musimba renyasha Lyrics
  • Hymn 40 Imi Makristu mese pepukai Lyrics
  • Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics
  • Hymn 110 Parima SHE chitungamirai Lyrics
  • Hymn 335 Arise and shine Lyrics
  • Hymn 110 Mwari Ishe makavanzwa Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version