Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  193  Areruya! Kuna Jesu

 

1. ARERUYA! Kuna Jesu

Kuna Mambo wedu.

Areruya! Mukuriri,

Une mbiri yese.

Vanhu vese ngavaimbe

Ndwiyo dzokufara,

Jesu wakatiponisa

Neropa rakewo.

2. Areruya! Hatichemi

Hatigari tega;

Areruya! Uri petyo

Tinokudavira.

Kana uchiri kudenga

Tinotondera izwi

Rechitsidzo chako kuti,

“Ndinemi narini.”

3. Areruya! Tenzi ndiwe

Chingwa chengirosi.

Areruya! Kudya kwedu

Toswendera petyo;

Tikumbirire M’ponisi

Une simba rese,

Apo vanoyera vese

Vari Kutunhidza.

4. Areruya! Unogara

Tenzi wavatenzi

Areruya! Munhu wedi

Mwana waMaria;

Ndiwe Chidyo choKudenga,

Ndiwe Muteuro,

Ndiwe Mupristi mukuru

Pasi nokudenga.

5. Areruya! Kuna Jesu

Kuna Mambo wedu.

Areruya! Mukuriri

Une mbiri yese.

Vanhu vese ngavaimbe

Ndwiyo dzokufara

Jesu wakatiponisa

Neropa rakewo.

Post navigation

Previous: Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
Next: Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 228 Tichiri vapenyu Lyrics
  • Hymn 234 Imi Jesu ndimi M’fudzi Lyrics
  • Hymn 312 Tinobvisa Lyrics
  • Hymn 28 Uyai maKristu Lyrics
  • Hymn 92 Pindai pindai mutambo uripo Lyrics
  • Hymn 204 Mwari makafaranuka Lyrics
  • Hymn 208 Jesu zita rako Lyrics
  • Hymn 84 Rwovakwa Ruvimbo Rwangu Lyrics
  • Hymn 159 Vongai kuna Jehovha Lyrics
  • Hymn 25 Nyeredzi iwe wopfuura dzose Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics
  • Hymn 56 Jesu Tenzi Muponisi Lyrics
  • Hymn 48 Hakuna zita seraJesu Lyrics
  • Hymn 75 Farai! Jesu wamuka, Areruya Lyrics
  • Hymn 314 Hama yandinayo Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
  • Hymn 70 Toonga Bambo Lyrics
  • Hymn 76 Ruponiso! Runofadza! Lyrics
  • Hymn 80 Kwamuri Lyrics
  • Hymn 92 Nhasi tatenda Jesu, Areruya Lyrics
  • Hymn 140 Vazhinji vanayo nhaka Lyrics
  • Hymn 24 Iwe izwi roKudenga Lyrics
  • Hymn 87 Mhaka inopedziwa nei? Lyrics
  • Hymn 268 Tinofara kwazvo nhasi Lyrics
  • Hymn 218 Vanhu taponerwa Lyrics
  • Hymn 25 Sezvo She Anondida, Ndoenda Lyrics
  • Hymn 10 Tinonamata kunewe Lyrics
  • Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 185 Musimba renyasha Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 205 Ndokunda Muna Jesu Lyrics
  • Hymn 87 Ndasarudzwa NaJesu Lyrics
  • Hymn 210 Kwaitwa kubarwa patsva Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 136 Zadzisai Basaro RaShe Wenyu Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 124 Ndomukurumbidza Lyrics
  • Hymn 56 Mutadzi anofirirei Lyrics
  • Hymn 133 Ndakarwirwa nemi Jesu Lyrics
  • Hymn 287 Mwari worudo rudo rwakakwana Lyrics
  • Hymn 331 The Love of Jesus Lyrics
  • Hymn 79 Isai rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 241 Mumwoyo ndoshuvira Lyrics
  • Hymn 242 Vafare vose vachena pamweya Lyrics
  • Hymn 408 Kana uchida Lyrics
  • Hymn 72 Manatswa Neropa Lyrics
  • Hymn 233 Ye watchers and ye holy ones Lyrics
  • Hymn 215 Ndichamukudzisa Lyrics
  • Hymn 197 Musiki Bambo vedu Lyrics
  • Hymn 60 Nomoyo ine rusuvo Lyrics
  • Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics
  • Hymn 18 Zuva ramatipa rapera Lyrics
  • Hymn 404 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
  • Hymn 94 Ndanzwa izwi renyu Lyrics
  • Hymn 237 Munyasha dzenyu Bambo Lyrics
  • Hymn 35 Jesu, Ndinokudai Lyrics
  • Hymn 22 Chikudzai SHE wokudenga. Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version