Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 220 Mwoyo farira Lyrics

 

1
Mwoyo, farira,
Nyika nokudenga
Pano parwendo rwako.
Zvakanakisa
Zvose zvinobva
Uko kum’soro kwaBambo.

2
Dzinosiuya
Nhambo, nokuenda
Vanhu vachiteverana.
Rwiyo rwedenga
Runosinzwikwa,
Runotifadza parwendo.

3
Rwakavambiwa
Navatumwa vaSHE
Vachiimbira varisi:
“Bambo vakudzwe
Vanhu vafadzwe,
Kristu wazvarwa panyika.”

Post navigation

Previous: Hymn 219 Tinofarirei tinoimbirei Lyrics
Next: Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 43 Pahusiku hunoyera Lyrics
  • Hymn 180 Simba rako! “Mugari narini” Lyrics
  • Hymn 86 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 101 Tino omberaUtatu Lyrics
  • Hymn 188 Rurimi rwangu tunhidza Lyrics
  • Hymn 59 Mbira dzinorira Lyrics
  • Hymn 199 She Jesu Wakanatsa Lyrics
  • Hymn 95 Murapi Mukuru Lyrics
  • Hymn 57 Pasi poMuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 117 Nditarirei nokufara Lyrics
  • Hymn 191 Zviumbwa zvakanyara. Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 154 Kudzai Wedenga muchingomuongawo Lyrics
  • Hymn 109 Ndipeiwo Jesu She Lyrics
  • Hymn 46 Mweya Mutsvene, Ndinatsei Lyrics
  • Hymn 15 Mununuri wedu Lyrics
  • Hymn 62 Mukai imi imbai Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 181 Ndinonzwa izwi rako Lyrics
  • Hymn 166 Totarirepi Ishe Lyrics
  • Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 117 Dombo rakatsemurwa Lyrics
  • Hymn 213 Bambo vatsvene dogarai nesu Lyrics
  • Hymn 115 Jesu zita rakanaka Lyrics
  • Hymn 164 Jesu akagara pasi Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 226 Wafa Muponesi pachinjikano Lyrics
  • Hymn 203 Ndinoziva Jesu Mupenyu Lyrics
  • Hymn 261 Imba yorufaro mamunodiwa Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 38 Hakuna Mumwe SaJesu Ishe Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 12 Ndinoshamiswa kwazvo Lyrics
  • Hymn 126 Zvikomborero Lyrics
  • Hymn 90 Vanhu veJerusarema Lyrics
  • Hymn 200 Ndizvozvo Baba isu vana vako Lyrics
  • Hymn 212 Zvatapinda Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 21 Isu vanhu vapanyika Lyrics
  • Hymn 341 Kweshe kweshe Lyrics
  • Hymn 77 Tomuda imi Mweya sei Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics
  • Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics
  • Hymn 103 Iva panesu Utatu Lyrics
  • Hymn 83 Vanhu chitendai Wedenga Lyrics
  • Hymn 379 Ngatimbobatanai Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 246 Tendai Mai Maria Hosi yekudenga Lyrics
  • Hymn 78 Ndanzwa Tenzi Wandidana Lyrics
  • Hymn 221 Machinda avatsvene Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 134 Farirai kuna Tenzi Lyrics
  • Hymn 63 Famba muumambo hwako Lyrics
  • Hymn 374 I am the way Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai Chiendai Lyrics
  • Hymn 202 Nyararai vanhu vese Lyrics
  • Hymn 205 Ndomuruka Lyrics
  • Hymn 278 Ndiropafadzei She Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version