Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics

Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics

 

Heri dama rokudenga
RoMusiki wedu,
Ngatirinzwise zvikuru
Nayo mwoyo yedu.

Rinoreva nguva dzose
Nokuipa kwedu,
Rinotiratidza isu
Zvourema hwedu.

Chakaipa imharadzi
Chinotiparadza;
Asi Jesu ndiye Shoko
Rinotiponisa.

Ndero kuti ngatidzoke
Pakuipa kwedu;
Tizvirasire kwaari
Muponisi wedu.

Ngatibatirire iye
Nokushingirira;
Tinoponiswa naiye
Mune chakaipa.

Nhasi ndiro zuva rake
Rokutiponisa;
Wamira nengoni dzake
Kuti atifadze.

Ngatimuke tigam’chire
Iri dama rake
Anozotiropafadza
Nokutiponisa.

 

Post navigation

Previous: Hymn 80 Simudzai pfungwa dzedu Lyrics
Next: Hymn 101 Sipiti retsitsi nengoni Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 80 Tadaidzwa kusanga Lyrics
  • Hymn 206 Mwari Baba wokudenga Lyrics
  • Hymn 205 Ndomuruka Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 54 Ndakakufira kare Lyrics
  • Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics
  • Hymn 43 Ndinoshuva kunyeperwa Lyrics
  • Hymn 40 Ndinoda Zita RaJesu Lyrics
  • Hymn 146 Ndoshongana sei naJesu Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 78 Ndanzwa Tenzi Wandidana Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 333 I want to be like Joseph Lyrics
  • Hymn 133 Ndakarwirwa nemi Jesu Lyrics
  • Hymn 167 Ndicharumbidza Mwari Lyrics
  • Hymn 48 Ndaviga Shoko Mumwoyo Lyrics
  • Hymn 317 He did not come Lyrics
  • Hymn 86 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 312 The love of Jesus Lyrics
  • Hymn 104 Tofara sei munyika yakadai? Lyrics
  • Hymn 262 Kudzai Jesu imi vana mose Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 158 Mwari ndiye tsvingo yedu Lyrics
  • Hymn 386 Ndanzwa inzwi Lyrics
  • Hymn 33 Karekare Chando Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 104 Jesu wakauya pasi Lyrics
  • Hymn 106 Mubatsiri wedu Mwari Lyrics
  • Hymn 40 Imi Makristu mese pepukai Lyrics
  • Hymn 158 Makangoreva Lyrics
  • Hymn 72 Ndiani kudenga ’ko Lyrics
  • Hymn 80 Kwamuri Lyrics
  • Hymn 203 Ndinoziva Jesu Mupenyu Lyrics
  • Hymn 88 Mutoro Wobviswa NaJesu Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 235 Iwe Jerusalem Lyrics
  • Hymn 2 Hareruya tendai SHE Lyrics
  • Hymn 172 Vana veJerusar’ma Lyrics
  • Hymn 123 Jesu Mambo achatonga Lyrics
  • Hymn 187 Vapwere vaTenzi Lyrics
  • Hymn 234 Iwe Mwoyo pakuneta Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics
  • Hymn 276 Jesu munoshovedza vaduku Lyrics
  • Hymn 122 Ngandiite munamato Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 173 Batirai Mwari basa Lyrics
  • Hymn 275 Jesu Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 155 Chiimbai vendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 46 Vakafara vano urombo Lyrics
  • Hymn 87 Pamusi weIsita Areruya Lyrics
  • Hymn 165 Wakarega Mbiri yako Lyrics
  • Hymn 145 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 189 Baba, Dzokera Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 14 Ndinokutunhidza Mwari Lyrics
  • Hymn 93 Mweya wangu uno Muponisi Lyrics
  • Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics
  • Hymn 236 VaPristi navatsvene Lyrics
  • Hymn 212 Ndofara Zvikuru Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version