Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics

Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics

 

Chiriko chikomo kure
Kunze kwoyo musha,
Paakaroverwa Ishe,
Paakatifira.

Hatizive isu vanhu
Kurwadza kwakadii;
Wakarembedzwa pamuti
Nokutadza kwedu.

Zvino takaregererwa
Nako kufa kwake,
Kuti tiende kudenga,
Taponiswa naye.

Pakanga pasina mumwe
Wokutinunura;
Ndiye wakava nesimba
Kutipinza denga.

Jesu wakatida isu,
Ngatimudisewo,
Tivimbe neropa rake,
Tichimushandira.

 

Post navigation

Previous: Hymn 40 MaKristu ngatirumbidzei Lyrics
Next: Hymn 61 Kristu Tenzi wakamuka Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 27 SHE Jesu waponiwa Lyrics
  • Hymn 386 Ndanzwa inzwi Lyrics
  • Hymn 250 Zvakanakiresu Tenzi Lyrics
  • Hymn 53 Jesu SHE wangu chiyi chamakatadza? Lyrics
  • Hymn 32 Zvakanaka Kuda Jesu Lyrics
  • Hymn 100 Ndaponeswa Lyrics
  • Hymn 129 Batai ruoko rwangu Lyrics
  • Hymn 178 Jesu She, Ndinoda Kukukudzai Lyrics
  • Hymn 1 Mwari Ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 110 Ndinatsei Pazvivi Lyrics
  • Hymn 303 Hongu Mwari wakanaka Lyrics
  • Hymn 225 Jesu ndiyechiremba Lyrics
  • Hymn 45 Jesu imi muri nzira Lyrics
  • Hymn 196 Kuna She Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics
  • Hymn 194 Imi Mwari webheteri Lyrics
  • Hymn 378 Garai makagadzira Lyrics
  • Hymn 55 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 128 Pedo Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 8 A!Utatu hunoyera Lyrics
  • Hymn 239 Ndomurudzira meso Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 125 Gam’chira Mweya Wangu Lyrics
  • Hymn 122 Watakura Zvivi Jesu Lyrics
  • Hymn 13 Musi usati wapera Lyrics
  • Hymn 396 Jesu unopfuura neapa Lyrics
  • Hymn 137 Musatsvaka zviri pasi Lyrics
  • Hymn 109 Baba nedzo tsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 146 Mwari mune simba rose Lyrics
  • Hymn 12 Zuva rangu Muponisi Lyrics
  • Hymn 352 Mushamisi Lyrics
  • Hymn 164 Runyararo munyika yerima? Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 14 Ndinokutunhidza Mwari Lyrics
  • Hymn 5 Ndinokudza zita rako Lyrics
  • Hymn 120 Tenzi naMwari woupenyu hwedu Lyrics
  • Hymn 23 Makasiya ngundu Lyrics
  • Hymn 266 Mosesi kumura tsapata dzako Lyrics
  • Hymn 189 Nhungamiri yaIsraeri Lyrics
  • Hymn 402 I want to be more Lyrics
  • Hymn 165 Wakarega Mbiri yako Lyrics
  • Hymn 122 Mwari ngahusvike Lyrics
  • Hymn 200 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 117 Dombo rakatsemurwa Lyrics
  • Hymn 188 Tendai Chete Lyrics
  • Hymn 251 Simukirai Jesu Lyrics
  • Hymn 86 Izwi renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 335 Arise and shine Lyrics
  • Hymn 266 Mufudzi ropafadzai Lyrics
  • Hymn 226 Baba wangu ndinodisa Lyrics
  • Hymn 6 Runyararo Pausiku Lyrics
  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 160 Rwiyo ngaruimbwe Lyrics
  • Hymn 179 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 13 Wakatsvaka Ini Lyrics
  • Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
  • Hymn 163 Mumwe musi vadzimai Lyrics
  • Hymn 183 Vangani Vakatsungirira? Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version