Shona Methodist Hymns
Hymn 282 Kamwenje kangu aka Lyrics
Kamwenje kangu aka
Ndoda kabvire,
Kamwenje kangu aka
Ndoda kabvire.
Kabvire, kabvire, kabvire.
Kasavande mumbiya
Ndoda kabvire.
Handidi kukadzima,
Ndoda kabvire.
Kabvire She asvike,
Ndoda kabvire.