Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 26 Ndinokurumbidza Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 26 Ndinokurumbidza Lyrics

Hymn 26 Ndinokurumbidza Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 26 Ndinokurumbidza Lyrics

 

Ndinokurumbidza
Kristu wamasimba
Ngatimurumbidze tose;
Iye Ishe woga,
Wakasika zvose
Nokushovedzera kwake.

Wakava muranda
Kutitakurira
Dambudziko redu rose;
Wakaparadzira
Ropa rake dzvene,
Kusunungura vasungwa.

Zvino wakamuka
Mukundi wehondo
Wakasunga zvakaipa;
Wakavaparadza
Vavengi vabvuma
Kuti ndiye Ishe woga.

Ari kutitonga
Netsitsi norudo,
Nenjere nokururama;
Vatizira kwa’ri
Vanozoponiswa
Vanozowana upenyu.

Tinokuomberai
Ishe worufaro,
Umambo hwenyu hukuru;
Kunaka nengoni
Zvichawanda kwazvo
Nyika yose ive tsvene.

 

Post navigation

Previous: Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
Next: Hymn 27 Imi makonhi emwoyo Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 47 Mazwi Oupenyu Lyrics
  • Hymn 167 Wedenga wokum’soro’ko. Lyrics
  • Hymn 145 Vongai Jehovha mudane zita rake Lyrics
  • Hymn 159 Vongai kuna Jehovha Lyrics
  • Hymn 121 Rakanaka Iro Zuva Lyrics
  • Hymn 31 Rumbidzai vanhu mose! Lyrics
  • Hymn 237 Maisa murau Jesu Lyrics
  • Hymn 19 Jesus Wakatomuka Lyrics
  • Hymn 204 Jerusarem musha wangu Lyrics
  • Hymn 79 Mugoshanangurwa, Vatendi, Tsungai Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 11 Sezvo maranzi ezuva Lyrics
  • Hymn 121 Jesu SHE wangu Lyrics
  • Hymn 247 SHE wedu Jesu ndimi chiedza chedu Lyrics
  • Hymn 103 Kana nhamo zhinji dzokukomba Lyrics
  • Hymn 194 Imi Mwari webheteri Lyrics
  • Hymn 162 Wedenga SHE titende Lyrics
  • Hymn 255 Chifarai Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 8 A!Utatu hunoyera Lyrics
  • Hymn 208 Ndisimbisei Lyrics
  • Hymn 242 Hatidi here Mai’we Lyrics
  • Hymn 69 Namangwanangwana Lyrics
  • Hymn 256 Ngekutambudzika kwako Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 268 Tinofara kwazvo nhasi Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 25 Uya, uya Emanueri Lyrics
  • Hymn 40 Jesu watida Lyrics
  • Hymn 181 Hoyo mushandiri waShe! Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics
  • Hymn 151 Rinozipa zuva rino Lyrics
  • Hymn 237 Munyasha dzenyu Bambo Lyrics
  • Hymn 105 Mufudzi Wanga NdiJesu Lyrics
  • Hymn 53 Jesu SHE wangu chiyi chamakatadza? Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 212 Nhasi Tenzi ndinokupa Lyrics
  • Hymn 123 Jesu Mambo achatonga Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 182 Shamwari yavacheche Lyrics
  • Hymn 389 If you believe Lyrics
  • Hymn 292 Muka mweya wangu famba Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 355 Rakanaka iro zuva Lyrics
  • Hymn 114 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 120 Tenzi naMwari woupenyu hwedu Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 97 Tadaidzirwa utsvene Lyrics
  • Hymn 54 Ndakakufira kare Lyrics
  • Hymn 68 Ndianiko Anonzwa Dama raShe Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 30 Inzwai heri izwi Lyrics
  • Hymn 50 Waroverwa Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 244 Nyengetera SHE uripo Lyrics
  • Hymn 285 Ndinofara sei ndinofara sei Lyrics
  • Hymn 154 Ndanzwa nezvikomborero Lyrics
  • Hymn 21 Mupenyu Lyrics
  • Hymn 205 Pakudenga kuna baba Lyrics
  • Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics
  • Hymn 146 Mwari mune simba rose Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version