Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics

Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 272 Vaduku vakaimba Lyrics

 

Vaduku vakaimba
Hozana! Hozana!
MuTemberi rekare
Vakaimba rwiyo;
Kuna Jesu Shamwari,
Waivada kwazvo,
Vaduku vakaimba
Nziyo dzinofadza.

Vakamuperekedza
Pamwe navazhinji
Vachiimba zvikuru
Nokupemberera.
Ngirozi dzakaimba
Pamwe chete navo;
Hozana wokudenga;
Mwari ngaakudzwe.

Mashizha akanaka
Akawaridzwapo,
Maungira erwiyo
Akanzwikwa kose.
She wedenga nepasi
wakatasva dhongi,
Asingashore vana
Vakamuimbira.

Hozana wokudenga!
Tinoimba navo,
Jesu M’ponisi wedu,
Mambo wokudenga.
Ngatiimbire Jesu
Nomwoyo namazwi,
Tigare nokufara
Nokusingapere.

 

Post navigation

Previous: Hymn 260 Ishe komborera Afrika Lyrics
Next: Hymn 281 Ishe Mwari ndiitei Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 277 Kuonekwe kunaka kwaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 103 Vatadzi munodiwa Lyrics
  • Hymn 79 Jesu arimupenyu Lyrics
  • Hymn 135 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 78 Tinovonga Jesu Lyrics
  • Hymn 188 Tendai Chete Lyrics
  • Hymn 19 SHE wendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 70 Uyayi zvino ticheme Lyrics
  • Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 66 Wakambozvipira Kuna Jesu, Here? Lyrics
  • Hymn 118 Jesu mudisi woMweya Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai vatendi Lyrics
  • Hymn 205 Tenzi unotichengeta Lyrics
  • Hymn 388 Shine, shine Lyrics
  • Hymn 82 Mundipe Mweya SHE Lyrics
  • Hymn 55 SHE Muchengeti wangu Lyrics
  • Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics
  • Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 219 Tinofarirei tinoimbirei Lyrics
  • Hymn 330 They say He is wonderful Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 68 Ndichiona muchinjiko Lyrics
  • Hymn 152 Ndamuka mangwanani Lyrics
  • Hymn 235 Iwe Jerusalem Lyrics
  • Hymn 187 Vapwere vaTenzi Lyrics
  • Hymn 264 Arimo mudanga Lyrics
  • Hymn 181 Hoyo mushandiri waShe! Lyrics
  • Hymn 221 Machinda avatsvene Lyrics
  • Hymn 13 Mununuri ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 232 Nguva yakanakisisa Lyrics
  • Hymn 75 Chiedza ChaShe Chiripo Lyrics
  • Hymn 5 SHE Wedenga matsawurwa Lyrics
  • Hymn 93 Pasuo rakashama ‘po Lyrics
  • Hymn 229 Tiri vawadzani Lyrics
  • Hymn 204 Ari Mandiri Lyrics
  • Hymn 151 Rinozipa zuva rino Lyrics
  • Hymn 32 Mukai maKristu mufare nhasi Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 331 The Love of Jesus Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 156 Shoko rekare kare Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 200 Tendai Jesu Lyrics
  • Hymn 109 Mwari uri munanisi Lyrics
  • Hymn 95 Farai nesu vanotenda Lyrics
  • Hymn 361 Thank you Lord Lyrics
  • Hymn 96 Chinzwa Chinzwa ndiani? Lyrics
  • Hymn 68 Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga Lyrics
  • Hymn 286 Mati imi baba wedu Lyrics
  • Hymn 185 Musimba renyasha Lyrics
  • Hymn 193 Areruya! Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 281 Musengwa wake munyoro Lyrics
  • Hymn 106 Ndichamira, She Lyrics
  • Hymn 130 Mukai, Mukai Vatendi Lyrics
  • Hymn 40 Imi Makristu mese pepukai Lyrics
  • Hymn 97 Mose chitererai Lyrics
  • Hymn 157 Mweya waKristu Lyrics
  • Hymn 129 Batai ruoko rwangu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version