Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

 

Ngatiimbe nengirozi
Dziri mberi kwaShe;
Ndimi dzadzo dziri zhinji
‘Faro rumwe chete.

Rakafanera Gwayana
Dzinodaro idzo,
Nesu tinokurumbidza
Watakabayirwa.

Makafanera Jesu She
Kupiwa rukudzo;
Rudo nokuropafadzwa
Toisa kwamuri.

Zvinhu zvose zvakasikwa
Ngazvimurumbidze;
Iye wagadzwa umambo
Nokumutunhidza.

 

Post navigation

Previous: Hymn 212 Ndofara Zvikuru Lyrics
Next: Hymn 21 Isu vanhu vapanyika Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 195 Tenzi unogara denga Lyrics
  • Hymn 75 Chiedza ChaShe Chiripo Lyrics
  • Hymn 7 Ukuru hwenyu hwose Lyrics
  • Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 120 Ngatiende ngatiende Lyrics
  • Hymn 178 Upenyu hwedu nzira Lyrics
  • Hymn 192 Nyange ava madekwana Lyrics
  • Hymn 159 Jesu Anoda Vana Vose Lyrics
  • Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 14 Ndinokutunhidza Mwari Lyrics
  • Hymn 186 Jesu anoti tivhenekere Lyrics
  • Hymn 21 Makashananguka munesimba guru Lyrics
  • Hymn 113 Hakusi kurema Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 270 Muchenjeri nebenzi Lyrics
  • Hymn 219 Tendayi Mwari Lyrics
  • Hymn 403 Mhanya mutembere Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 210 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 94 Ndapofumara SHE Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 314 Aninani ngaazive Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 242 Ngatishandisei nyasha Lyrics
  • Hymn 199 She Jesu Wakanatsa Lyrics
  • Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 22 Chikudzai SHE wokudenga. Lyrics
  • Hymn 116 Ndipekuti ndigare Lyrics
  • Hymn 5 Ngatimukudze Mwari Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 329 Heavenly Sunshine Lyrics
  • Hymn 103 Iva panesu Utatu Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 47 Nezita raSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 263 Mambo kwaye Wenseslas Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 32 Mukai maKristu mufare nhasi Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 253 Izwi raShe rakasvika Lyrics
  • Hymn 122 Watakura Zvivi Jesu Lyrics
  • Hymn 145 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 44 Tinatsei Zvino Lyrics
  • Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics
  • Hymn 111 Ndinokudai, Ishe Lyrics
  • Hymn 322 In my heart Lyrics
  • Hymn 148 Jesu Anondida Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 219 Zvose zvinhu tinopa zvedu Lyrics
  • Hymn 214 Mwari wedu tiri pano Lyrics
  • Hymn 98 Paimba yeGwayana raMwari Lyrics
  • Hymn 172 Tese tibatirewo Mwari basa Lyrics
  • Hymn 129 Mwoyo wangu uchimutsva Lyrics
  • Hymn 93 Jesu Mukuriri wedu Lyrics
  • Hymn 138 Rakanaka iro zuva Lyrics
  • Hymn 318 There is power Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version