Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

Shona Methodist Hymns

Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics

 

Ngatiimbe nengirozi
Dziri mberi kwaShe;
Ndimi dzadzo dziri zhinji
‘Faro rumwe chete.

Rakafanera Gwayana
Dzinodaro idzo,
Nesu tinokurumbidza
Watakabayirwa.

Makafanera Jesu She
Kupiwa rukudzo;
Rudo nokuropafadzwa
Toisa kwamuri.

Zvinhu zvose zvakasikwa
Ngazvimurumbidze;
Iye wagadzwa umambo
Nokumutunhidza.

 

Exit mobile version