Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics

Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 106 Mweni anogogodza Lyrics

 

Mweni anogogodza
Zvakapfava zvikuru,
Anodisa kupinda
Ano rudo rukuru.

Usapfigire kunze
Mudzidzisi mukuru
Nokuti anouya
Namashoko makuru.

Vazhinji vakapona,
Nesu tingaponewo
Kana tagamuchira
Mazwi oruponiso.

Mweni uyu ndiJesu,
Angafare zvikuru
Kuva newe kudenga;
Zvipire iye zvino.

 

Post navigation

Previous: Hymn 100 Kwete! Idzo tsitsi dzenyu Lyrics
Next: Hymn 121 Norumuko rwenyu Kristu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 38 Hakuna Mumwe SaJesu Ishe Lyrics
  • Hymn 335 Arise and shine Lyrics
  • Hymn 308 Mwari baba samasimba Lyrics
  • Hymn 237 Maisa murau Jesu Lyrics
  • Hymn 40 Imi Makristu mese pepukai Lyrics
  • Hymn 370 For God so loved Lyrics
  • Hymn 172 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 240 Mwari, uyo pasi, nyanza Lyrics
  • Hymn 345 Where He leads me Lyrics
  • Hymn 81 Ngekumuka kwake Lyrics
  • Hymn 129 Baba ndiri kurasika Lyrics
  • Hymn 53 Uyai mose ticheme Lyrics
  • Hymn 44 Ndiani pane zamba Lyrics
  • Hymn 58 Imbirai ndimi dzese Lyrics
  • Hymn 154 Ndanzwa nezvikomborero Lyrics
  • Hymn 391 Mwari haanganyadzisi Lyrics
  • Hymn 101 Tino omberaUtatu Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 276 Jesu ndozorora hangu Lyrics
  • Hymn 264 Arimo mudanga Lyrics
  • Hymn 34 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 277 Ndouya kuJesu Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 61 Kristu Tenzi wakamuka Lyrics
  • Hymn 144 Ichokwadi Jesu ndowangu Lyrics
  • Hymn 412 Muponesi mambo Lyrics
  • Hymn 21 Mupenyu Lyrics
  • Hymn 85 Tenzi wedu Jesu Kristu wamuka Lyrics
  • Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics
  • Hymn 187 Vapwere vaTenzi Lyrics
  • Hymn 64 She,Ndouya Lyrics
  • Hymn 210 Ishe nzvimbo yenyu Lyrics
  • Hymn 70 Uyayi zvino ticheme Lyrics
  • Hymn 134 Farirai kuna Tenzi Lyrics
  • Hymn 156 Mambo worudo, mufudzi Lyrics
  • Hymn 259 YeSakaramende rakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 74 Zadzisai chirevo chenyu Lyrics
  • Hymn 71 Unotii nhasi Kufa Lyrics
  • Hymn 371 Lord, lay some Soul Lyrics
  • Hymn 32 Jesu Mwana wakanaka Lyrics
  • Hymn 102 Tirimo munzira yenyika yo’penyu Lyrics
  • Hymn 177 Ko ndichatya rufu hwiro? Lyrics
  • Hymn 88 Mutoro Wobviswa NaJesu Lyrics
  • Hymn 165 Mweya wangu rangarira Lyrics
  • Hymn 66 Nomusi weSvondo Lyrics
  • Hymn 74 SHE wakakunda papfumo kudzai Lyrics
  • Hymn 221 Machinda avatsvene Lyrics
  • Hymn 182 Tarirai kune nyika uko Lyrics
  • Hymn 115 Jesu zita rakanaka Lyrics
  • Hymn 219 Tinofarirei tinoimbirei Lyrics
  • Hymn 215 Taurai Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 297 Mwari baba muve nesu Lyrics
  • Hymn 284 Ndinochengetwa misi yose naSHE Lyrics
  • Hymn 97 Iwe Mweya Unoyerera Lyrics
  • Hymn 139 Fare iwe m’Kristu! Lyrics
  • Hymn 148 Jesu Anondida Lyrics
  • Hymn 160 Jesu Shamwari Yavatadzi Lyrics
  • Hymn 347 Blessed assurance Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version