Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

 

1
Wafire nyika Jesu SHE
Meso apodzwe, ndione.
Wakabayirwa Gorogota’ko,
Ndidzikinurwe nemiwo.

2
Runoshamisa rudo ’rwu.
Hapana munhu unarwo,
Ndaponesiwa naye SHE,
Ngandive wake muushe

3
Ngandive mwana wenyu, SHE.
Ndisesedzei zvokwadi,
Ndigofarira murudo
Kumuvigira upenyu.

Post navigation

Previous: Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
Next: Hymn 226 Wafa Muponesi pachinjikano Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 103 Iva panesu Utatu Lyrics
  • Hymn 285 Mudzongeri wakabuda Lyrics
  • Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics
  • Hymn 58 Jesu wakamukazve Lyrics
  • Hymn 72 Manatswa Neropa Lyrics
  • Hymn 8 Hareruya mutendiwe pose Lyrics
  • Hymn 105 Mwari mumwe utatu Lyrics
  • Hymn 177 Ko ndichatya rufu hwiro? Lyrics
  • Hymn 157 Ndine Nzvimbo Kudenga Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 113 Mweya wangu rumbidza mambo Lyrics
  • Hymn 319 Ndiri kudya chingwa choupenyu Lyrics
  • Hymn 31 Uyaizve vatendi Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 174 Mumwe Angatiponese Lyrics
  • Hymn 103 Ndoziva Wandakatenda Lyrics
  • Hymn 279 Baba tinotenda Lyrics
  • Hymn 65 Jesu ndowangu ndofara sei Lyrics
  • Hymn 316 Keep me true Lord Lyrics
  • Hymn 361 Thank you Lord Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 405 Ikoko kunoshamisa Lyrics
  • Hymn 49 Unoda kutiza Mutoro Wako? Lyrics
  • Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
  • Hymn 234 Imi Jesu ndimi M’fudzi Lyrics
  • Hymn 93 Mweya wangu uno Muponisi Lyrics
  • Hymn 219 Tinofarirei tinoimbirei Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 277 Kuonekwe kunaka kwaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 302 Bhapatidzo Yavakuru Lyrics
  • Hymn 249 Tiitei savashanu Lyrics
  • Hymn 134 SHE ndimi rudo runondida Lyrics
  • Hymn 316 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics
  • Hymn 267 Makristu ngatifare Lyrics
  • Hymn 177 Ndinoda Jesu She Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
  • Hymn 128 Imi makabva ku’zuru Lyrics
  • Hymn 79 Isai rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 29 Kudenga ndokwandakabva Lyrics
  • Hymn 140 Vazhinji vanayo nhaka Lyrics
  • Hymn 156 Zvabviswa Lyrics
  • Hymn 352 Mushamisi Lyrics
  • Hymn 264 Arimo mudanga Lyrics
  • Hymn 155 Apo ndatambudzika Lyrics
  • Hymn 245 Kwaziwai Maria Mai waJesu Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 6 Runyararo Pausiku Lyrics
  • Hymn 51 Riripo gomo Lyrics
  • Hymn 14 Hozana wokudenga Lyrics
  • Hymn 94 Ndanzwa izwi renyu Lyrics
  • Hymn 270 Muchenjeri nebenzi Lyrics
  • Hymn 35 Jesu Kristu Jesu wakaberekwa Lyrics
  • Hymn 262 Zvivi zvangu zvakawanda Lyrics
  • Hymn 179 Jesu unondimbunda Lyrics
  • Hymn 217 Tinorima tidyare Lyrics
  • Hymn 164 Ndiye She Lyrics
  • Hymn 1 Pururudzai vanhu mose Lyrics
  • Hymn 180 Vakaropafadzwa Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version