Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 225 Wafire nyika Jesu SHE Lyrics

 

1
Wafire nyika Jesu SHE
Meso apodzwe, ndione.
Wakabayirwa Gorogota’ko,
Ndidzikinurwe nemiwo.

2
Runoshamisa rudo ’rwu.
Hapana munhu unarwo,
Ndaponesiwa naye SHE,
Ngandive wake muushe

3
Ngandive mwana wenyu, SHE.
Ndisesedzei zvokwadi,
Ndigofarira murudo
Kumuvigira upenyu.

Exit mobile version