Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 58 Imbirai ndimi dzese Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 58 Imbirai ndimi dzese Lyrics

Hymn 58 Imbirai ndimi dzese Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  58  Imbirai ndimi dzese

 

1 IMBIRAI ndimi dzese

Kurwa kune mbiri,

Mese tunhidzai Kristu,

Ndiye Mukuriri

Muteuro paM’chinjiko,

Wakatiponisa.

2. Nguva yake yapfuura,

Yokugara nesu,

Muponisi anozvipa

Kune nhamo zhinji.

Nyenye yaroverwa zvino

Mupereko wedi.

3. Mbambo, pfumo wakorera

Minzwa nokupfirwa;

Muviri wakadurura

Mvura neRopawo.

Tsime tsvene rokugeza

Vanhu nezvisikwa.

4. Iwe Muchinjiko kwawo

Muti une mbiri;

Une ruva nomuchero

Zvinopinda zvese;

Uyo apo aturikwa

Ndiye Musikiwo.

5. Kombamisa mhandu dzako,

Muti’yo murefu;

Kuoma kwako kwekare

Ngakupfave zvino;

Ndiwe uri kutakura

Mambo wekudenga.

6. Iwe wega wakafanira

Kutsigira Tenzi;

Ndiwe vanhu vagashira

Ruponiso rwavo;

Nyenye yavazora zvino

NgeRopa rinokosha.

7. Mbiri kuna Mwari Baba,

Kuno Mukorore,

Kuno Mweya Unoyera

Mumwe ngeVatatu,

Mwari ane simba rese

Agere narini. Amen.

Post navigation

Previous: Hymn 57 Onai Mureza waMambo Lyrics
Next: Hymn 59 Parutivi rwomuponesi Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 80 Kwamuri Lyrics
  • Hymn 234 Imi Jesu ndimi M’fudzi Lyrics
  • Hymn 359 Its only Jesus Lyrics
  • Hymn 203 Nzvimbo yakanaka! Lyrics
  • Hymn 131 Ndifuwisei Wedenga Lyrics
  • Hymn 220 Svondo inopfuura Lyrics
  • Hymn 50 Chiriko chikomo kure Lyrics
  • Hymn 284 Ndinochengetwa misi yose naSHE Lyrics
  • Hymn 406 My Bible Lyrics
  • Hymn 204 Jerusarem musha wangu Lyrics
  • Hymn 43 Timukudze Ishe Lyrics
  • Hymn 97 Iwe Mweya Unoyerera Lyrics
  • Hymn 371 Lord, lay some Soul Lyrics
  • Hymn 14 Hozana wokudenga Lyrics
  • Hymn 19 SHE wendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 81 Dondifemerai Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 213 Bambo vatsvene dogarai nesu Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 105 Ndakanga ndakundikana Lyrics
  • Hymn 35 Ndakanzwa Jesu achiti Lyrics
  • Hymn 248 Imi ngerosi mune mbiri huru Lyrics
  • Hymn 126 Zvikomborero Lyrics
  • Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 236 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics
  • Hymn 302 Bhapatidzo Yavakuru Lyrics
  • Hymn 208 Vaudzei vasingazivi Kristu Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 205 Pakudenga kuna baba Lyrics
  • Hymn 156 Mwari runondishamisa Lyrics
  • Hymn 209 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 94 Kare Mwari wakadzika Lyrics
  • Hymn 145 Mweya wangu inzwaTenzi Lyrics
  • Hymn 287 Mwari worudo rudo rwakakwana Lyrics
  • Hymn 254 Mandidana Jesu SHE Lyrics
  • Hymn 213 Kufarayi uko Lyrics
  • Hymn 51 Riripo gomo Lyrics
  • Hymn 349 Who is on the Lord’s side Lyrics
  • Hymn 315 Rufaro ruri mumwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 71 Unotii nhasi Kufa Lyrics
  • Hymn 263 Ndofamba naJesu ari mumwoyo Lyrics
  • Hymn 28 Muchengeti wokudenga Lyrics
  • Hymn 132 Makandinzvera Jehovha Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 200 Chinhu chinotyisa kwazvo Lyrics
  • Hymn 210 Kwaitwa kubarwa patsva Lyrics
  • Hymn 226 Wafa Muponesi pachinjikano Lyrics
  • Hymn 37 Vafudzi zvavakarinda Lyrics
  • Hymn 98 Uya Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 62 Uya, Mutadzi, Uya Lyrics
  • Hymn 18 Kudzai SHE vatumwa vose Lyrics
  • Hymn 388 Shine, shine Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version