Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics

Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics

December 12, 2025December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 202 Rudare RwaJesu

1
Rugare rwaJesu runoshamisa,
Runondisimbisa; runofadzisa;
Ndotevera Jesu mazuva ose,
Ndomukudza chose nokuda kwake.

KORASI
Jesu Kristu Ishe, Mambo mukuru,
Anondisimbisa mumwoyo mangu!

2
Ndochengetwa naShe m’kati menhamo,
Ndopiwa rugare mudambudziko;
Satan wondinetsa; ndinotambudzwa,
Asi Jesu Kristu wondisimbisa.

3
Zyinhu zvose pano zvichashandiswa
NaShe Jesu Kristu kutisimbisa,
Saka tokandira pam’soro paShe
Kufunganya kwose; tokunda naye!

Post navigation

Previous: Hymn 200 Tendai Jesu Lyrics
Next: Hymn 211 Dai Makaziva Jesu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 197 Jesu ndiyo nzira yedu Lyrics
  • Hymn 178 Farai mazuva ose Lyrics
  • Hymn 139 Jesu ndakapikira Lyrics
  • Hymn 30 Inzwai heri izwi Lyrics
  • Hymn 12 Zuva rangu Muponisi Lyrics
  • Hymn 167 Wedenga wokum’soro’ko. Lyrics
  • Hymn 107 Uyai kuna Muponisi Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 115 Jesu zita rakanaka Lyrics
  • Hymn 152 Mudi womweya wangu Lyrics
  • Hymn 227 Onai vadzidzi venyu Lyrics
  • Hymn 82 Mundipe Mweya SHE Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 75 Chiedza ChaShe Chiripo Lyrics
  • Hymn 133 Chechi iri kumirira Lyrics
  • Hymn 16 Zuva rapfuura Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 76 SHE ndinonzwa matumira Lyrics
  • Hymn 348 It is with my Soul Lyrics
  • Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
  • Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 64 Kristu wamuka nhasi! Lyrics
  • Hymn 290 SHE Jesu wakandirwira Lyrics
  • Hymn 257 Ndakamunzwa paGarire Lyrics
  • Hymn 124 Tenzi nzwimbo yako Lyrics
  • Hymn 320 Yesterday, today Lyrics
  • Hymn 278 Ndiropafadzei She Lyrics
  • Hymn 150 Tinomushumirai Lyrics
  • Hymn 187 Zarurai Mwoyo; Jesu Wogogodza Lyrics
  • Hymn 268 Jona enda kuNinive Lyrics
  • Hymn 406 My Bible Lyrics
  • Hymn 128 Pedo Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 183 Ndinoda kumuonga Bambo Lyrics
  • Hymn 25 Nyeredzi iwe wopfuura dzose Lyrics
  • Hymn 49 Sezvo vazivi kari Lyrics
  • Hymn 100 Ndaponeswa Lyrics
  • Hymn 184 Ngatizivisei Vose ZvaJesu She Lyrics
  • Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics
  • Hymn 90 Vanhu veJerusarema Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 236 VaPristi navatsvene Lyrics
  • Hymn 95 Farai nesu vanotenda Lyrics
  • Hymn 7 Jehovha ana masimba Lyrics
  • Hymn 149 Ndiri wenyu Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 35 Vafudzi vebetrehem Lyrics
  • Hymn 319 Trust and Obey Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 184 Chimuka mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 402 I want to be more Lyrics
  • Hymn 288 Ndotsvaka imi moga Lyrics
  • Hymn 11 Wedenga Bambo SHE tendai Lyrics
  • Hymn 86 Izwi renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 95 Murapi Mukuru Lyrics
  • Hymn 147 Jesu takauyawo Lyrics
  • Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics
  • Hymn 212 SHE Wokudengadenga Lyrics
  • Hymn 231 Ngatiimbe ngekufara Lyrics
  • Hymn 223 Tauya nezvipo baba Lyrics
  • Hymn 315 Over and over Lyrics
  • Hymn 246 Ko handingaite kuda kwaShe Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version