Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 12 Hareruya Muponesi Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 12 Hareruya Muponesi Lyrics

Hymn 12 Hareruya Muponesi Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 12 Hareruya Muponesi

1
Jesu, mwana waMwari,
Wakasvika kwatiri,
Kuti abvise zvivi;
Hareruya! Muponesi!

2
Wakatukwa nesu wo,
Nokuda kwezvitadzo,
Tipiwe kanganwiro;
Hareruya! Muponesi!

3
Wakafira vatadzi,
Andichenese ini,
Zvino ari naMwari;
Hareruya! Muponesi!

4
Achadzoka panyika,
Achamutsa vakafa,
Tichaimba kudenga;
Hareruya! Muponesi!

Post navigation

Previous: Hymn 11 Wakandifira Lyrics
Next: Hymn 13 Wakatsvaka Ini Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 34 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 229 Jesu Kristu ndiSHE wedu Lyrics
  • Hymn 216 Chigadzirai nzira Lyrics
  • Hymn 307 Jesu ini ndasarudza Lyrics
  • Hymn 72 Manatswa Neropa Lyrics
  • Hymn 289 Ropa raSHE rine simba simba Lyrics
  • Hymn 170 Kuna Mwari zvitaure Lyrics
  • Hymn 4 Rudo rwako rwaoneswa Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics
  • Hymn 205 Ndokunda Muna Jesu Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 38 Mwana M’tsvene wakapfava Lyrics
  • Hymn 252 Tiri pfumo raShe Lyrics
  • Hello world!
  • Hymn 99 Kumusoro kudenga Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 147 Jesu takauyawo Lyrics
  • Hymn 231 Tichaendako kuna’ni tigova Lyrics
  • Hymn 178 Mirai makachama Lyrics
  • Hymn 260 Yokukumbira Lyrics
  • Hymn 135 Mugoshanangurwa vatendi tsungai Lyrics
  • Hymn 56 Nzwi Renyu Ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 317 He did not come Lyrics
  • Hymn 67 Tarirai Tenzi Jesu anotongwa naPiratu Lyrics
  • Hymn 112 Regai kukundwa bva mwoyo tsungai Lyrics
  • Hymn 241 Jesu tinoita Lyrics
  • Hymn 239 Tinokuimbira Lyrics
  • Hymn 103 Vatadzi munodiwa Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 89 Nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 21 Mupenyu Lyrics
  • Hymn 341 Kweshe kweshe Lyrics
  • Hymn 61 Kristu Tenzi wakamuka Lyrics
  • Hymn 160 Jesu Shamwari Yavatadzi Lyrics
  • Hymn 210 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 68 Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga Lyrics
  • Hymn 256 Ngatiimbei rwiyo rutsva Lyrics
  • Hymn 235 Iwe Jerusalem Lyrics
  • Hymn 268 Tinofara kwazvo nhasi Lyrics
  • Hymn 386 Ndanzwa inzwi Lyrics
  • Hymn 25 Sezvo She Anondida, Ndoenda Lyrics
  • Hymn 3 Wedenga ndiSHE oga Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 233 Ye watchers and ye holy ones Lyrics
  • Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics
  • Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics
  • Hymn 17 Chiunganai Lyrics
  • Hymn 87 Ndasarudzwa NaJesu Lyrics
  • Hymn 79 Jesu arimupenyu Lyrics
  • Hymn 118 Pedyo Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 231 Tinouya kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 24 Iwe izwi roKudenga Lyrics
  • Hymn 191 Mwari usingaoneki Lyrics
  • Hymn 187 Vapwere vaTenzi Lyrics
  • Hymn 388 Shine, shine Lyrics
  • Hymn 48 Hakuna zita seraJesu Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 38 Mwana wabairwa isu Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version