Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics

Hymn 86 On the resurrection morning Lyrics

December 9, 2025December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  86  On the resurrection morning

 

1. MUSI uyo wokumuka

Mweya unouyazve;

Nhamo kufa nokuchema,

Zvapera.

2. Asi mweya wabva pano

Muviri wozorora,

Uchirara mumakuva

Muhope.

3. Muvirizve wakaneta

Unorara muguva,

Kumirira musi uyo

Koedza

4. Asi mweya chisimbirira

Kunamata Mwari,

Uchivirikidza Mwari

Norwiyo.

5. Mweya zvese nomuviri,

Hazvizopatsaniswi,

Kuyenzana naye Kristu

Zvagutswa.

6. Rufaro rwomusi uyo

Wokumuka mukufa,

Haruzoperi narini

Narini.

7. Baba, mai, hama, vana,

Pamusi worumuko,

Vachazokumbanazve norufaro.

8. Pakuguma tichasvika

Kuupenyu hwembiri,

Nokugara newe uko

Kudenga.

Post navigation

Previous: Hymn 85 Tenzi wedu Jesu Kristu wamuka Lyrics
Next: Hymn 87 Pamusi weIsita Areruya Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 98 Uya Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 247 Jesu arikudaidza Lyrics
  • Hymn 381 He paid a debt Lyrics
  • Hymn 61 Nounyoro Jesu Anokudana Lyrics
  • Hymn 20 Jesu rufaro rwomwoyo Lyrics
  • Hymn 89 Nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 348 It is with my Soul Lyrics
  • Hymn 336 You cannot hide it Lyrics
  • Hymn 84 Jesu nhasi wamuka mukufa Lyrics
  • Hymn 209 Jesu She Lyrics
  • Hymn 413 Ndasunungurwa Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 11 Wedenga Bambo SHE tendai Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 247 SHE wedu Jesu ndimi chiedza chedu Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 141 Rungamirai mwoyo rwadzai Lyrics
  • Hymn 210 Ishe nzvimbo yenyu Lyrics
  • Hymn 57 Sezva Ndakadai, jesu Lyrics
  • Hymn 293 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 190 Mwari muna masimba Lyrics
  • Hymn 132 Makandinzvera Jehovha Lyrics
  • Hymn 361 Thank you Lord Lyrics
  • Hymn 126 Rukuru ruponiso Lyrics
  • Hymn 296 Mumwe musi ava mauro Lyrics
  • Hymn 212 Zvatapinda Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 252 Ndiwe musha wekudenga Lyrics
  • Hymn 116 She Wedenga Ave Nemi Wo Lyrics
  • Hymn 405 Ikoko kunoshamisa Lyrics
  • Hymn 54 Ndakakufira kare Lyrics
  • Hymn 181 Hoyo mushandiri waShe! Lyrics
  • Hymn 8 Hareruya mutendiwe pose Lyrics
  • Hymn 211 Ndakabhabhatidzwa Lyrics
  • Hymn 177 Vamambo vapano pasi Lyrics
  • Hymn 35 Jesu, Ndinokudai Lyrics
  • Hymn 285 Mudzongeri wakabuda Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 81 Ngekumuka kwake Lyrics
  • Hymn 52 Tsitsi Huru Lyrics
  • Hymn 68 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 255 Chifarai Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 186 Jesu anoti tivhenekere Lyrics
  • Hymn 45 Jesu imi muri nzira Lyrics
  • Hymn 134 SHE ndimi rudo runondida Lyrics
  • Hymn 42 Ndichaimba ZvaShe Jesu Lyrics
  • Hymn 178 Farai mazuva ose Lyrics
  • Hymn 175 Sedera mweya wangu Lyrics
  • Hymn 154 She Jesu Wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 191 Mwari usingaoneki Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 312 Tinobvisa Lyrics
  • Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 47 Mazwi Oupenyu Lyrics
  • Hymn 132 SHE Jesu ndazvisunga Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 119 Riripo Tsime Rizere Neropa raJesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version