Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  159  Vakomana vaviri

 

1. VAKOMANA vairi

Vababa mumwe chete

Vaisimubatsira

Kuita basa rake

2. Iye muduku oti

“Ndipewo pfuma dzangu

Ndinoda kutamira

Kune imwe nyika

3. Ndinoda kundogara

Munyika itsva zvino

Akapiwa zvakezvo

Nababa vachichema

4. Akatamira kure

Kogara zvakaipa

Zvo mari yakapera

Akada kusevenza.

5. Nepanguva yenzara

Achishaya zvokudya

Akafunga mumwoyo,

“Ndakatadza sebenzi.

6. Ngandisimuke zvino

Ndiende kunababa

Nditi handifaniri

Kuchanzi mwana wako”

7. Ndokudzoka kumusha,

Akaonwa nababa.

Baba anotizira

Kusangana nomwana.

8. Akati kuvaranda

“Unzai ngombe yedu

Kuzoti tiibaye

Nokufarira kwazvo.

9. Mukoma akasara

Ari mumunda wake

Akachinzwa kutamba,

Mumba mababa.

10. Muranda wakabvunzwa

“Ko ndiani wauya?”

Akati, kunaiye,

“Mudiki wako uya.”

11. Mukoma akasuva

Achiramba kupinda

Akati “Uyu munhu

Muparadzi kwazvo.

12 Ndizvozvo baba wake

Wakati kunaiye

“Mwana wakarasika

Zvino wazoonekwa”

13. Ngatifarise tose

Mwana wakanga afa.

Asi wadzokera

Watomuka mukufa..

14. Naye Baba wedenga

Anofarisa zvino

Kuti vanhu vatadzi

Vachipinduka kwazvo.

Post navigation

Previous: Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
Next: Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 297 Bvisai zvivi SHE Lyrics
  • Hymn 353 Living for Jesus Lyrics
  • Hymn 161 Mutsai chisimbisai Lyrics
  • Hymn 51 Mu’ponisi unopa vanhu Lyrics
  • Hymn 34 Kare kwakamira danga Lyrics
  • Hymn 38 Hakuna Mumwe SaJesu Ishe Lyrics
  • Hymn 201 Mumhanzi uri kudenga Lyrics
  • Hymn 140 Munehwenje hwakakomba Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 291 SHE Jesu wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 55 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 55 SHE Muchengeti wangu Lyrics
  • Hymn 232 Musha wedu wokupenya Lyrics
  • Hymn 93 Mweya wangu uno Muponisi Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 96 Mhaka Inganatswe Sei Lyrics
  • Hymn 76 SHE ndinonzwa matumira Lyrics
  • Hymn 97 Mose chitererai Lyrics
  • Hymn 33 Ngatimukudzei Lyrics
  • Hymn 112 Denga virikidza Mwari Lyrics
  • Hymn 85 Muuye kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 189 Baba, Dzokera Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 137 Musatsvaka zviri pasi Lyrics
  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 138 Rakanaka iro zuva Lyrics
  • Hymn 36 Komanyara maremerwa Lyrics
  • Hymn 71 Chiudza Jesu Lyrics
  • Hymn 316 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics
  • Hymn 122 Jesu SHE musandisiya Lyrics
  • Hymn 160 Rwiyo ngaruimbwe Lyrics
  • Hymn 10 Isu Tiri Vachenjeri Lyrics
  • Hymn 276 Jesu munoshovedza vaduku Lyrics
  • Hymn 124 Tenzi nzwimbo yako Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 195 Tenzi unogara denga Lyrics
  • Hymn 315 Rufaro ruri mumwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 147 Simba rezita raJesu Lyrics
  • Hymn 266 Mufudzi ropafadzai Lyrics
  • Hymn 193 Hoyu Mwari Changamire Lyrics
  • Hymn 266 Tiri vamambo vatatu Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 17 Grasia raKristu Tenzi wedu Lyrics
  • Hymn 226 Wafa Muponesi pachinjikano Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 115 Jesu zita rakanaka Lyrics
  • Hymn 317 Jesu haanakuuya Lyrics
  • Hymn 123 N’anga huru yava pedyo Lyrics
  • Hymn 267 Jehovha wakati Abrahama Lyrics
  • Hymn 87 Imi Mweya waMwari Lyrics
  • Hymn 170 SHE Wedenga wedu Lyrics
  • Hymn 254 Tiri vana vaMwari Lyrics
  • Hymn 124 Ndopira Zvose Lyrics
  • Hymn 294 Ndinokukurumbidzai Lyrics
  • Hymn 348 It is with my Soul Lyrics
  • Hymn 15 Ndofara ‘Po Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version