Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

Hymn 159 Vakomana vaviri Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  159  Vakomana vaviri

 

1. VAKOMANA vairi

Vababa mumwe chete

Vaisimubatsira

Kuita basa rake

2. Iye muduku oti

“Ndipewo pfuma dzangu

Ndinoda kutamira

Kune imwe nyika

3. Ndinoda kundogara

Munyika itsva zvino

Akapiwa zvakezvo

Nababa vachichema

4. Akatamira kure

Kogara zvakaipa

Zvo mari yakapera

Akada kusevenza.

5. Nepanguva yenzara

Achishaya zvokudya

Akafunga mumwoyo,

“Ndakatadza sebenzi.

6. Ngandisimuke zvino

Ndiende kunababa

Nditi handifaniri

Kuchanzi mwana wako”

7. Ndokudzoka kumusha,

Akaonwa nababa.

Baba anotizira

Kusangana nomwana.

8. Akati kuvaranda

“Unzai ngombe yedu

Kuzoti tiibaye

Nokufarira kwazvo.

9. Mukoma akasara

Ari mumunda wake

Akachinzwa kutamba,

Mumba mababa.

10. Muranda wakabvunzwa

“Ko ndiani wauya?”

Akati, kunaiye,

“Mudiki wako uya.”

11. Mukoma akasuva

Achiramba kupinda

Akati “Uyu munhu

Muparadzi kwazvo.

12 Ndizvozvo baba wake

Wakati kunaiye

“Mwana wakarasika

Zvino wazoonekwa”

13. Ngatifarise tose

Mwana wakanga afa.

Asi wadzokera

Watomuka mukufa..

14. Naye Baba wedenga

Anofarisa zvino

Kuti vanhu vatadzi

Vachipinduka kwazvo.

Post navigation

Previous: Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
Next: Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 135 Mugoshanangurwa vatendi tsungai Lyrics
  • Hymn 197 Sezvo She Achadzoka Lyrics
  • Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
  • Hymn 68 Ndianiko Anonzwa Dama raShe Lyrics
  • Hymn 181 Ndinonzwa izwi rako Lyrics
  • Hymn 166 Reru, reru Lyrics
  • Hymn 179 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 301 Tinoirima minda Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 2 Hareruya tendai SHE Lyrics
  • Hymn 76 Kurwa nenhamo zvaguma Lyrics
  • Hymn 368 Gone, gone, gone Lyrics
  • Hymn 22 Tarirai mudzione Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 189 Baba, Dzokera Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 151 Rinozipa zuva rino Lyrics
  • Hymn 94 Ndapofumara SHE Lyrics
  • Hymn 313 Jesu ari pano Lyrics
  • Hymn 187 Zarurai Mwoyo; Jesu Wogogodza Lyrics
  • Hymn 279 Baba tinotenda Lyrics
  • Hymn 381 He paid a debt Lyrics
  • Hymn 76 SHE ndinonzwa matumira Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 182 Vana Mai KuKalvari Lyrics
  • Hymn 61 Nounyoro Jesu Anokudana Lyrics
  • Hymn 213 Kufarayi uko Lyrics
  • Hymn 120 Chiendai Vatendi Lyrics
  • Hymn 274 Jesu Jesu Jesu Lyrics
  • Hymn 83 Mweya Mutsvene Idi Lyrics
  • Hymn 369 When the Trumpet Lyrics
  • Hymn 344 Prayer changes things Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 144 Endai Kuna Vanhu Vose Lyrics
  • Hymn 232 Nguva yakanakisisa Lyrics
  • Hymn 49 Ndiudzewo rungano Lyrics
  • Hymn 226 Wafa Muponesi pachinjikano Lyrics
  • Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
  • Hymn 118 Pedyo Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 66 Murapi wedu uripo Lyrics
  • Hymn 261 Imba yorufaro mamunodiwa Lyrics
  • Hymn 246 Varipo nhasi vanokukurwa Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 209 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 259 Ndakanga ndiri kure naSHE Lyrics
  • Hymn 222 Rimwe gore rapfuura Lyrics
  • Hymn 79 Isai rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 45 Ko munongoparadzirwa Lyrics
  • Hymn 263 Mambo kwaye Wenseslas Lyrics
  • Hymn 169 Mwari Baba Lyrics
  • Hymn 304 Tinokutendai baba Lyrics
  • Hymn 17 Maiva ‘Po Lyrics
  • Hymn 108 Pane sipiti rizere Lyrics
  • Hymn 178 Farai mazuva ose Lyrics
  • Hymn 109 Mwari uri munanisi Lyrics
  • Hymn 226 Mweya ine mbiri yese Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 46 Mberi kwamakomo Lyrics
  • Hymn 221 Mutiropafadze Mwari Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version