Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 10 Tinonamata kunewe Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 10 Tinonamata kunewe Lyrics

Hymn 10 Tinonamata kunewe Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  10  Tinonamata kunewe

 

TINONAMATA kunewe
M’ponisi wavanhu vese;
Watichengeta nyamusi
Tichengetezve usiku.

Chiva petyo nesu Tenzi
Uponise vanhu vako;
Ubvise zvitadzo zvedu
Tivenekere mudima.

Mweya yedu kana mwoyo
Isabatwe ndiSatan;
Yerisa miviri yedu
Kuti timuke mangwana
Tine mwoyo yakachena.

Mbiri kunaMwari Baba
Mbiri kuno Mukorore,
Mbiri kuno Munyaradzi,
Mwari Mweya Unoyera.Amen

Post navigation

Previous: Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
Next: Hymn 11 Sezvo maranzi ezuva Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 232 Jesu chindinzwai Lyrics
  • Hymn 189 SHE Jesu Muponesi wedu Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 4 Hapana paasiri Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics
  • Hymn 3 Anonditungamira Lyrics
  • Hymn 192 Tendai, She Lyrics
  • Hymn 377 Just give Me that Lyrics
  • Hymn 84 Rwovakwa Ruvimbo Rwangu Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 28 Muchengeti wokudenga Lyrics
  • Hymn 172 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 5 SHE Wedenga matsawurwa Lyrics
  • Hymn 267 Makristu ngatifare Lyrics
  • Hymn 29 Muri M’kuru Lyrics
  • Hymn 19 SHE wendudzi dzose Lyrics
  • Hymn 302 Bhapatidzo Yavakuru Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 41 Ndinonzwe rimwe shoko Lyrics
  • Hymn 246 Tendai Mai Maria Hosi yekudenga Lyrics
  • Hymn 30 Zita RaShe Rinonaka Lyrics
  • Hymn 101 Nyararai henyu Lyrics
  • Hymn 132 Fambai henyu Makristu Lyrics
  • Hymn 145 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 100 Ndaponeswa Lyrics
  • Hymn 295 Ishe imi mandisimbaradza Lyrics
  • Hymn 103 Kana nhamo zhinji dzokukomba Lyrics
  • Hymn 144 Chiponesai vafi navanopera Lyrics
  • Hymn 31 Uyaizve vatendi Lyrics
  • Hymn 68 Ndinobva kwamuri ndoenda kudenga Lyrics
  • Hymn 1 SHE munyai wenyu simbisai Lyrics
  • Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics
  • Hymn 143 Chiendai vatendi Lyrics
  • Hymn 146 Ndoshongana sei naJesu Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 37 Imi vana mese Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 218 Mudyari wandodyara Lyrics
  • Hymn 29 Ingirozi dzinoimba Lyrics
  • Hymn 151 A!Jesu Wakanakisa Lyrics
  • Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics
  • Hymn 64 Unogamuchirwa zvino Lyrics
  • Hymn 90 Heri dama rokudenga Lyrics
  • Hymn 267 Kure muzamba iro Lyrics
  • Hymn 25 Uya, uya Emanueri Lyrics
  • Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics
  • Hymn 123 Jesu wangu wakanaka Lyrics
  • Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 225 Jesu ndiyechiremba Lyrics
  • Hymn 76 Kurwa nenhamo zvaguma Lyrics
  • Hymn 209 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 39 Ngatimukudzei Kristu She Lyrics
  • Hymn 112 Panguva Yokuteura Lyrics
  • Hymn 171 Kunamata kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 180 Chakaipa Chinoberekwa Lyrics
  • Hymn 306 Waniso Lyrics
  • Hymn 314 Hama yandinayo Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version