Hymn 265 Famba naSHE Lyrics December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymn 265 Famba naSHE Lyrics 1 (Hareruya) Famba naSHE x3 Famba naSHE Jesu. 2 Tendai ISHE. 3 Fadzai ISHE. 4 Vimbai naSHE. 5 Namata SHE. 6 Bata naSHE. 7 Batira SHE. 8 Paridza SHE. 9 Kudza ISHE. 10 Gara naSHE.