Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics

Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics

December 14, 2025 treasurehymnsNziyo Dzekereke RCZ hymnal

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 251 Zuva guru richauya Lyrics

 

1
Zuva guru richauya,
Chitairirai richauya.
Iraviro yakaitwa,
She achiti: Ndichauya.

**KOROSI**
Tichaimba zuva iro,
Tichiona SHE wouya.
Imbirai, farirai,
Wouya SHE wedu.
Imbirai, farirai,
Wouya She wedu.

2
Nyika yedu ichafara,
SHE wouya tichafara.
Pamakore uchauya
Titarirei tichifara.

3
Pachigaro chinobwinya,
Uchagara achitonga.
Ndudzi dzose dzichamira
Dzichihuta achitonga.

4
Vokurudyi uchavati:
Chipindai mumufaro.
Makakunda chipindai
Mumufaro waSHE wedu.

Post navigation

Previous: Hymn 240 Ngaarumbidzwe Mwari Lyrics
Next: Hymn 261 Jesu amire pasuo romwoyo Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 179 Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 123 Jesu wangu wakanaka Lyrics
  • Hymn 285 Ndinofara sei ndinofara sei Lyrics
  • Hymn 306 Waniso Lyrics
  • Hymn 30 Uyai imi vana uyai unganai Lyrics
  • Hymn 72 Musoro unoyera Lyrics
  • Hymn 26 Wouya Nhasi, Here? Lyrics
  • Hymn 28 Uyayi maKristu nokufara kwazvo Lyrics
  • Hymn 34 Chinzwa nzwi raJesu Lyrics
  • Hymn 157 Ndiani mhandu iyi Lyrics
  • Hymn 54 Tsitsi hedzi dzamira dzoga Lyrics
  • Hymn 177 Ishe wangu maindidisa Lyrics
  • Hymn 34 Muponesi Mukuru Lyrics
  • Hymn 144 Endai Kuna Vanhu Vose Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 255 Ngemasoko okufara Lyrics
  • Hymn 189 Baba, Dzokera Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 230 Mwari ano rudo Lyrics
  • Hymn 398 Glory to God Lyrics
  • Hymn 267 Kure muzamba iro Lyrics
  • Hymn 129 Mwoyo wangu uchimutsva Lyrics
  • Hymn 263 Ndofamba naJesu ari mumwoyo Lyrics
  • Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics
  • Hymn 55 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 50 Pam’chinjikwa Lyrics
  • Hymn 215 Taurai Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 60 Ndakayeva Muchinjikwa Lyrics
  • Hymn 368 Gone, gone, gone Lyrics
  • Hymn 233 Ye watchers and ye holy ones Lyrics
  • Hymn 186 Zuva rino raenda Lyrics
  • Hymn 80 Kwamuri Lyrics
  • Hymn 218 Mwari baba wedu Lyrics
  • Hymn 133 Ndakarwirwa nemi Jesu Lyrics
  • Hymn 81 Ngekumuka kwake Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 175 Hwiro hwedu ndouvato Lyrics
  • Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
  • Hymn 28 Muchengeti wokudenga Lyrics
  • Hymn 116 Ndinomuda ndinomuda Lyrics
  • Hymn 384 Jesu munoshamisa Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 112 Denga virikidza Mwari Lyrics
  • Hymn 70 Jesu makati mamuka Lyrics
  • Hymn 7 Jehovha ana masimba Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 12 Ndinoshamiswa kwazvo Lyrics
  • Hymn 192 Jesu tokuvongai matifira Lyrics
  • Hello world!
  • Hymn 203 Ndinoziva Jesu Mupenyu Lyrics
  • Hymn 56 Chinjikano ndirero Lyrics
  • Hymn 263 Mwari wakasika Lyrics
  • Hymn 219 Tendayi Mwari Lyrics
  • Hymn 311 Tiri mberi kwenyu Ishe Lyrics
  • Hymn 95 Ndachinya SHE ndoripa nei? Lyrics
  • Hymn 55 Matambira Jesu Here Lyrics
  • Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics
  • Hymn 262 Yokutambudzika Lyrics
  • Hymn 122 Mwari ngahusvike Lyrics
  • Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version