Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 328 Lest I forget Gethsemane Lyrics
1
Lest I forget Gethsemane,
Lest I forget Thine agony
Lest I forget Thy love for me
Lead me to Calvary.
2
Ndisakanganwa Gethsemane
Ndisakanganwa dambudziko
Ndisakanganwa rudo rwenyu
Ndiende Calvary.