Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 204 Mwari makafaranuka Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 204 Mwari makafaranuka Lyrics

Hymn 204 Mwari makafaranuka Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  204  Mwari makafaranuka

 

1. MWARI makafaranuka

Kugara saBaba,

Mukorore, muuhumwe

NoMweya wako.

Chingwa chedu, waini yedu

Ndizvo tinozvipa .

Kuna Baba unoyera,

Tichitenda kwaari.

Noupenyu hwake.

2. Ndiwe Mwari wakasika

Vanhu vese pasi

Kuti vazofare newe

Pano nokudenga.

3. Asi tese takatadza:

Hatichafaniri

Kupa chipo chedu kuna

Mwari unoyera.

4. Ndizvo Mwari anetsitsi

Akatipa chipo

Chinogashirika kwazvo

Kunaiye mbune.

5 Chipo icho takapiwa

Ndiye Mwari Baba

Mukorore Jesu Kristu,

6. Ndizvo Mwari, Baba wedu,

Hatizvisimbisi

Tichiuya kundoimba

Munamato wedu:

7. Zve, kunyange zvipo zvedu

Zvisingafaniri

Kuna Mwari, tichauya

Tichiimba rwiyo.

8. Tinoshinga kuswendera

Mwari unoyera

Pamwe chete noM’ponisi

Chipo chedu chedi.

9. Ndizvo Baba, mugashire

Zvipo zvedu pamwe

Nomuviri wakachena

Ropa raJesuzve.

Post navigation

Previous: Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
Next: Hymn 205 Tenzi unotichengeta Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 125 Ngatifunge nokufara nembiri Lyrics
  • Hymn 183 Vangani Vakatsungirira? Lyrics
  • Hymn 98 Chizorora mweya wangu Lyrics
  • Hymn 95 Farai nesu vanotenda Lyrics
  • Hymn 173 Batirai Mwari basa Lyrics
  • Hymn 217 Asvika mangwanana Lyrics
  • Hymn 257 Ndakamunzwa paGarire Lyrics
  • Hymn 69 SHE wapinda Lyrics
  • Hymn 192 Tinokuteta Baba Lyrics
  • Hymn 195 Ishe Muite Kuda Kwenyu Lyrics
  • Hymn 127 Tine Chipo Chakakomba Lyrics
  • Hymn 2 Jesu Tenzi une tsitsi Lyrics
  • Hymn 225 Jesu ndiyechiremba Lyrics
  • Hymn 190 Uyai Mose; Tinamate Mwari Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hello world!
  • Hymn 184 Timutsirei Ishe Lyrics
  • Hymn 212 SHE Wokudengadenga Lyrics
  • Hymn 258 Uchaitei naJesu? Lyrics
  • Hymn 209 Jesu She Lyrics
  • Hymn 188 Nditungamire Jehovha Lyrics
  • Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics
  • Hymn 235 Iwe Jerusalem Lyrics
  • Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics
  • Hymn 102 Kare kwazvo Mprofita Lyrics
  • Hymn 129 Batai ruoko rwangu Lyrics
  • Hymn 208 Jesu zita rako Lyrics
  • Hymn 186 Zuva rino raenda Lyrics
  • Hymn 113 Hakusi kurema Lyrics
  • Hymn 79 Chivimbiso choM’ponisi Lyrics
  • Hymn 28 Uyai maKristu Lyrics
  • Hymn 113 Ndinosingozipirwa Lyrics
  • Hymn 96 Mhaka Inganatswe Sei Lyrics
  • Hymn 155 Apo ndatambudzika Lyrics
  • Hymn 171 Kunamata kuna Mwari Lyrics
  • Hymn 158 Ndiwe wega uri nzira Lyrics
  • Hymn 281 Musengwa wake munyoro Lyrics
  • Hymn 264 Arimo mudanga Lyrics
  • Hymn 201 Jesu namaziso angu Lyrics
  • Hymn 21 Mupenyu Lyrics
  • Hymn 101 Sipiti retsitsi nengoni Lyrics
  • Hymn 168 Farirai mese nhasi Lyrics
  • Hymn 135 Pausiku hwoutsvene Lyrics
  • Hymn 37 Vafudzi zvavakarinda Lyrics
  • Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics
  • Hymn 153 Denga rakanaka sei Lyrics
  • Hymn 211 Dai Makaziva Jesu Lyrics
  • Hymn 126 SHE ndibatei handine simba rose Lyrics
  • Hymn 170 SHE Wedenga wedu Lyrics
  • Hymn 296 Wafireni wafireni Lyrics
  • Hymn 45 Zvino ratunga gwenzi Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 205 Ndokunda Muna Jesu Lyrics
  • Hymn 191 Zviumbwa zvakanyara. Lyrics
  • Hymn 75 Farai! Jesu wamuka, Areruya Lyrics
  • Hymn 187 Ndakanyara ndondovata Lyrics
  • Hymn 154 Ndanzwa nezvikomborero Lyrics
  • Hymn 120 Tenzi naMwari woupenyu hwedu Lyrics
  • Hymn 77 Mweya Mutsvene waMwari Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version