Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

 

Baba! mune simba rose
Muchengi wavose,
Kana ndikabva kwamuri
Ndingahwanda kupi?

Baba! Musiki wazvose
Hapana mumwezve,
Mutongi wezvinhu zvose,
Mukundi wemhandu.

Baba munovada vose
Vanovimba nemi;
Mufudzi wezvirokwazvo
Munovazorodza.

Baba mune simba rose
Muchengi wavose
Ndouya zvino kwamuri
Mwari wezvokwadi.

 

Post navigation

Previous: Hymn 160 Dombo rakarekare Lyrics
Next: Hymn 162 Kristu Mununuri wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 376 Ndinogara padhuze Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 236 VaPristi navatsvene Lyrics
  • Hymn 181 Ndinonzwa izwi rako Lyrics
  • Hymn 166 Reru, reru Lyrics
  • Hymn 200 Chinhu chinotyisa kwazvo Lyrics
  • Hymn 185 Endai Kuna Vanhu Vose Korasi Lyrics
  • Hymn 63 Pasuo Rakashama ‘Po Lyrics
  • Hymn 144 Ichokwadi Jesu ndowangu Lyrics
  • Hymn 197 Sezvo She Achadzoka Lyrics
  • Hymn 217 Timutsirei She Lyrics
  • Hymn 205 Pakudenga kuna baba Lyrics
  • Hymn 24 Ndiye Mwari Muponisi Lyrics
  • Hymn 293 Garai neni! zuva radoka Lyrics
  • Hymn 137 VaTsvene mumoyo Lyrics
  • Hymn 296 Wafireni wafireni Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 146 Mwari mune simba rose Lyrics
  • Hymn 224 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 22 Chikudzai SHE wokudenga. Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 413 Ndasunungurwa Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 36 Kristu ‘Manueri! Lyrics
  • Hymn 394 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 46 Mberi kwamakomo Lyrics
  • Hymn 235 She Murisi wangu Lyrics
  • Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics
  • Hymn 314 Hama yandinayo Lyrics
  • Hymn 381 He paid a debt Lyrics
  • Hymn 397 Iro vhangeri kuenda Lyrics
  • Hymn 130 Ndakaitirwe nyasha huru Lyrics
  • Hymn 46 Mweya Mutsvene, Ndinatsei Lyrics
  • Hymn 88 Areruya, haangakurirwi ngekufa Lyrics
  • Hymn 169 Mwari Baba Lyrics
  • Hymn 23 Makasiya ngundu Lyrics
  • Hymn 118 Jesu mudisi woMweya Lyrics
  • Hymn 340 Share nzira Lyrics
  • Hymn 59 Parutivi rwomuponesi Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 137 Musatsvaka zviri pasi Lyrics
  • Hymn 90 Vachinyi vangasunungurwa. Lyrics
  • Hymn 321 Tinovonga Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 42 Vanhu vachifudza hwai Lyrics
  • Hymn 95 Murapi Mukuru Lyrics
  • Hymn 168 Tiri vanana hedu Lyrics
  • Hymn 195 Tenzi unogara denga Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 27 Imi makonhi emwoyo Lyrics
  • Hymn 295 Ishe imi mandisimbaradza Lyrics
  • Hymn 149 Pedo, Wedenga She Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 199 She Jesu Wakanatsa Lyrics
  • Hymn 102 Ndasiya zvose pana SHE kare Lyrics
  • Hymn 60 Nomoyo ine rusuvo Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 22 Tarirai mudzione Lyrics
  • Hymn 198 Uyayi mudye muviri waTenzi Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version