Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 47 Ndiudze nhau dzaJesu Lyrics

 

Ndiudze nhau dzaJesu,
Ndinodzida,
Zvinhu zvandingamubvunze
Dai aripo;
Mifananidzo,
Zvishamiso,
Nhau dzaJesu
Ndinodzida.

Chindiudza nezvavana
Vakamunzwa,
Nemi ndichakomborerwa
Pamwe navo;
Mazwi etsitsi
Namabasa,
Akaitiwa,
NaJesu She.

Tsanangura nezveshiri
Namaruva
Kuti zvinotaura sei
Kuna vanhu;
Ndoda kudzidza
Kuna Jesu
Rudo rwababa
Kuna vana.

Ndiudze nechishamiso
Chakaitwa
Muchampupuri chikuru
PaGariri;
Dutu remhepo
Rakamuka
Rikanyaradzwa
Nezwi raShe.

Nganditevere navana
Muguta’ ro,
Ndichipembera zvikuru
Kuna Jesu,
Ndishowerere,
Nokuimba
Ndichimukudza
Jesu Ishe.

Ndiudze zvakaitika
Mumunda’mo,
Zvokurwadziwa nokufa
KwaShe wangu.
Ndiudze zvose,
Ndoda kunzwa
Nhau dzaJesu
Ndinodzida.

Copyright: by permission of the National Sunday School Union

 

Post navigation

Previous: Hymn 46 Vakafara vano urombo Lyrics
Next: Hymn 48 Hakuna zita seraJesu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 268 Jona enda kuNinive Lyrics
  • Hymn 147 Simba rezita raJesu Lyrics
  • Hymn 62 Mweya wangu imba zvino Lyrics
  • Hymn 199 Swederai mugashire Lyrics
  • Hymn 55 Mwari wakadzika kare Lyrics
  • Hymn 224 SHE wangu wakarobwa Lyrics
  • Hymn 303 Mashoko okugamuchirwa kwemitezo mitsva Yekereke Lyrics
  • Hymn 133 Sezva ndakadai Ishe Lyrics
  • Hymn 45 Munyaradzi Wauya Lyrics
  • Hymn 263 Mambo kwaye Wenseslas Lyrics
  • Hymn 139 Jesu ndakapikira Lyrics
  • Hymn 260 PaGorgota pakafira Lyrics
  • Hymn 229 Jesu Kristu ndiSHE wedu Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 70 Uyayi zvino ticheme Lyrics
  • Hymn 290 Denga rizere nemi Lyrics
  • Hymn 273 Vana veJerusarema Lyrics
  • Hymn 305 Tokupai zvino baba Lyrics
  • Hymn 14 Pamuchinjikwa Lyrics
  • Hymn 209 Ishe taungana Lyrics
  • Hymn 299 Mirayiro ine gumi (Exsodo 20:1-17) Lyrics
  • Hymn 389 If you believe Lyrics
  • Hymn 172 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 28 Hosana Wekudenga Lyrics
  • Hymn 60 Nomoyo ine rusuvo Lyrics
  • Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics
  • Hymn 121 Jesu wakaivaka Lyrics
  • Hymn 392 Tina Mwari wezvishamiso Lyrics
  • Hymn 95 Murapi Mukuru Lyrics
  • Hymn 140 Munehwenje hwakakomba Lyrics
  • Hymn 291 Zuva rabuda kakare Lyrics
  • Hymn 214 Mwari wedu tiri pano Lyrics
  • Hymn 286 Ndiswededze pedo pedo Lyrics
  • Hymn 345 Where He leads me Lyrics
  • Hymn 152 Mudi womweya wangu Lyrics
  • Hymn 53 Musandipfuure, Jesu Lyrics
  • Hymn 11 Sezvo maranzi ezuva Lyrics
  • Hymn 246 Varipo nhasi vanokukurwa Lyrics
  • Hymn 382 Ishe ndiyambutsei rwizi Lyrics
  • Hymn 330 They say He is wonderful Lyrics
  • Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics
  • Hymn 107 Rwizi rorugare Lyrics
  • Hymn 102 Kare kwazvo Mprofita Lyrics
  • Hymn 139 Fare iwe m’Kristu! Lyrics
  • Hymn 173 Ndini chibwizana Lyrics
  • Hymn 240 Wafa wafa Muponisi! Lyrics
  • Hymn 72 Musoro unoyera Lyrics
  • Hymn 205 Pakudenga kuna baba Lyrics
  • Hymn 185 Ndinoda iro soko Lyrics
  • Hymn 268 Uyai imi vana uyai unganai Lyrics
  • Hymn 343 Pane riya gomo Lyrics
  • Hymn 159 SHE uyai mutsai marudzi Lyrics
  • Hymn 216 Ishe muno utsvene Lyrics
  • Hymn 282 Kamwenje kangu aka Lyrics
  • Hymn 175 Wakafira isu Lyrics
  • Hymn 80 Muviri wangu Jesu Lyrics
  • Hymn 112 Regai kukundwa bva mwoyo tsungai Lyrics
  • Hymn 95 Ndachinya SHE ndoripa nei? Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version