Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics

Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 302 Uyai vanhu tiimbe Lyrics

 

Uyai, vanhu, tiimbe
Rwiyo rwapamasutso;
Zviyo zvose zvachekwa,
Takakohwa muminda;
Jehovha wakatipa
Zvose zvatinoshaya;
Uyai kumba yake,
Ngatimukurumbidze.

Tiri munda waMwari,
Anotsvaka kwatiri
Zviyo zvakanakisa
Zvibve mumwoyo yedu;
Mapumhuri nehura,
Shure kwezvo zvoibva,
Ishe tinoda kuva
Zviyo zvakanakisa.

Nokuti Mwari wedu
Achauya kucheka,
Achapisa nomoto
Sawi rose romunda;
Achatuma kumunda
Nhume dzake dzedenga
Kuzoisa zvokudya
Mudura rake guru.

Nazvino uyai She
Kohwai zviyo zvenyu;
Kukurai vatendi,
Vabvisei muzvivi;
Muvatsvenise chose
Vave mudura renyu;
Uyai nengirozi,
Uyai, Ishe Jesu.

 

Post navigation

Previous: Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics
Next: Hymn 321 Tinovonga Ishe wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 372 You pray for me Lyrics
  • Hymn 39 Tarirai kubetrehem Lyrics
  • Hymn 262 Yokutambudzika Lyrics
  • Hymn 128 VaTsvene mumoyo Lyrics
  • Hymn 100 Kwete! Idzo tsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 172 Tese tibatirewo Mwari basa Lyrics
  • Hymn 28 Uyai maKristu Lyrics
  • Hymn 194 Tafunga Baba ngerudo rwuya Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 14 Hozana wokudenga Lyrics
  • Hymn 382 Ishe ndiyambutsei rwizi Lyrics
  • Hymn 166 Totarirepi Ishe Lyrics
  • Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics
  • Hymn 115 Tine ropa rakanaka Lyrics
  • Hymn 119 Jesu wakapfava Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 399 Ishe torai mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 102 Kare kwazvo Mprofita Lyrics
  • Hymn 186 Mwari Baba wedu Lyrics
  • Hymn 385 Father I adore thee Lyrics
  • Hymn 166 Vanana zvino tarirai Lyrics
  • Hymn 157 NdiJesu uchazova SHE Lyrics
  • Hymn 6 Uya Mweya Unoyera Lyrics
  • Hymn 75 Ndimi baba makasika zvapasi Lyrics
  • Hymn 245 Makandiponesa Lyrics
  • Hymn 81 SHE Mweya douyai chiburukai Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics
  • Hymn 58 Ndodzoka, Ndodzoka Lyrics
  • Hymn 208 Jesu zita rako Lyrics
  • Hymn 70 Toonga Bambo Lyrics
  • Hymn 285 Mudzongeri wakabuda Lyrics
  • Hymn 13 Musi usati wapera Lyrics
  • Hymn 120 Chiendai Vatendi Lyrics
  • Hymn 252 Ndiwe musha wekudenga Lyrics
  • Hymn 185 Ndinoda iro soko Lyrics
  • Hymn 398 Glory to God Lyrics
  • Hymn 311 Tiri mberi kwenyu Ishe Lyrics
  • Hymn 151 Rufaro Lyrics
  • Hymn 129 Regai Kukundwa Lyrics
  • Hymn 209 Mukai mukai vatendi Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 214 Ngatirumbidze Mwari Lyrics
  • Hymn 104 She mupenyu Lyrics
  • Hymn 288 Ishe! Ikoku kusvitswa Lyrics
  • Hymn 411 Ndaiwana hama Lyrics
  • Hymn 95 Murapi Mukuru Lyrics
  • Hymn 17 Maiva ‘Po Lyrics
  • Hymn 205 Tenzi unotichengeta Lyrics
  • Hymn 298 Munyengetero waShe (Mateo 6:9-13) Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics
  • Hymn 91 She Watopinda Mumwoyo Lyrics
  • Hymn 49 Unoda kutiza Mutoro Wako? Lyrics
  • Hymn 409 Kana ndaona ropa Lyrics
  • Hymn 176 Tichandoona Jesu uko Lyrics
  • Hymn 247 Tiyamurei nengoni Lyrics
  • Hymn 327 The path is very narrow Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version