Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics

Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 298 Kudzai Mwari mukuru Lyrics

 

Kudzai Mwari mukuru!
Rumbidzai mose!
Wakatipa gore idzva
Ngaakurumbidzwe.

Wakatichengeta Iye
Gore rapfuura;
Tose tiri mberi kwake,
Nezvipiko zvedu.

Tinokuvongai baba
Nedzo tsitsi dzenyu
Tinozvipira kwamuri
Nayo mwoyo yedu.

Toda kukurumbidzai
Namabasa edu
Toda kutevera Jesu
Tiende kudenga.

Dzose nguva dzatinadzo
Dzive dzenyu Ishe;
Namasimba edu ose
Apirwe kwamuri.

 

Post navigation

Previous: Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
Next: Hymn 301 Tinoirima minda Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 170 Tiri Vaeni Lyrics
  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 151 Rufaro Lyrics
  • Hymn 74 Mai anosuruvara Lyrics
  • Hymn 80 Simudzai pfungwa dzedu Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 279 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 88 Ndinomuchema Muponesi wangu Lyrics
  • Hymn 150 Jesu asati auya Lyrics
  • Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics
  • Hymn 135 Mese-mese vapanyika Lyrics
  • Hymn 126 Izwi rako Tenzi Lyrics
  • Hymn 92 Ndawana Shamwari Lyrics
  • Hymn 98 Paimba yeGwayana raMwari Lyrics
  • Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics
  • Hymn 385 Father I adore thee Lyrics
  • Hymn 404 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
  • Hymn 360 I will not be afraid Lyrics
  • Hymn 73 Farai mukudze SHE Lyrics
  • Hymn 180 Simba rako! “Mugari narini” Lyrics
  • Hymn 149 Chiuyai SHE kutimutsa Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 157 Mweya waKristu Lyrics
  • Hymn 390 Nehondo, Kwete! Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 382 Ishe ndiyambutsei rwizi Lyrics
  • Hymn 20 Jesu rufaro rwomwoyo Lyrics
  • Hymn 185 Ndinoda iro soko Lyrics
  • Hymn 39 Ndinorumbidza rudo rwenyu Lyrics
  • Hymn 304 Tinokutendai baba Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 116 Ndinomuda ndinomuda Lyrics
  • Hymn 328 Lest I forget Gethsemane Lyrics
  • Hymn 153 Ndinoinzva nemi Lyrics
  • Hymn 197 Jesu ndiyo nzira yedu Lyrics
  • Hymn 200 Wakamukazve inzwai Lyrics
  • Hymn 162 Ndasunungurwa, Ndatenda, She Lyrics
  • Hymn 133 Ndakarwirwa nemi Jesu Lyrics
  • Hymn 265 Mwari baba wedu Lyrics
  • Hymn 345 Where He leads me Lyrics
  • Hymn 231 Ngatiimbe ngekufara Lyrics
  • Hymn 17 Chokwadi zita raJesu Lyrics
  • Hymn 300 Ishe baba titarirei Lyrics
  • Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 397 Iro vhangeri kuenda Lyrics
  • Hymn 118 Jesu mudisi woMweya Lyrics
  • Hymn 55 Matambira Jesu Here Lyrics
  • Hymn 163 Kana tichifamba Lyrics
  • Hymn 250 Fambai vaKristu somunondorwa Lyrics
  • Hymn 265 Nhasi Tenzi wabarwa Lyrics
  • Hymn 119 Jesu wakapfava Lyrics
  • Hymn 270 Muchenjeri nebenzi Lyrics
  • Hymn 38 Mwana wabairwa isu Lyrics
  • Hymn 203 Nzvimbo yakanaka! Lyrics
  • Hymn 239 Tinokuimbira Lyrics
  • Hymn 305 Chirayiro Chashe Lyrics
  • Hymn 268 Uyai imi vana uyai unganai Lyrics
  • Hymn 202 Wouya wouya Mucheki mukuru Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version