Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics

Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 147 Jesu ndokudai Muponisi wangu Lyrics

 

Jesu ndokudai Muponisi wangu,
Ndosiya zvose zvakaipa zvangu,
Imi M’sununguri, imi M’chengeti,
Ndokudai Jesu, ndokudai Jesu, ndokudai
Jesu, ndokudai zvino.

Ndokudai nokuti Imi mandida,
Makandibayirwa pamuchinjikwa,
Ndokudai nokuti makandifira,
Ndokudai Jesu, ndokuti Jesu, ndokudai
Jesu, ndokudai zvino.

Ndinogokudai ndichiri mupenyu,
Ndichakurumbidzai mazuva ose,
Nomusi wokufa ndinogoimba,
Ndokudai Jesu, ndokuti Jesu, ndokudai
Jesu, ndokudai zvino.

Kakare kana ndavako kudenga,
Ndichagara nemi, ndichakukudzai,
Ndichaimba kwazvo, navanhu vose,
Ndokudai Jesu, ndokuti Jesu, ndokudai
Jesu, ndokudai zvino.

 

Post navigation

Previous: Hymn 140 Vazhinji vanayo nhaka Lyrics
Next: Hymn 161 Baba! mune simba rose Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 295 Ishe imi mandisimbaradza Lyrics
  • Hymn 333 I want to be like Joseph Lyrics
  • Hymn 177 Ko ndichatya rufu hwiro? Lyrics
  • Hymn 13 Mununuri ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 27 A! Inzwai Muponisi Lyrics
  • Hymn 393 Ndichamira Lyrics
  • Hymn 5 SHE Wedenga matsawurwa Lyrics
  • Hymn 22 Tarirai mudzione Lyrics
  • Hymn 191 Mwoyo Wangu Lyrics
  • Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 33 Karekare Chando Lyrics
  • Hymn 179 Jesu unondimbunda Lyrics
  • Hymn 307 Jesu ini ndasarudza Lyrics
  • Hymn 65 Bvumirai Jesu Apinde Lyrics
  • Hymn 160 Jesu Shamwari Yavatadzi Lyrics
  • Hymn 68 Ndichiona muchinjiko Lyrics
  • Hymn 74 Chiuyai Kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 70 Jesu makati mamuka Lyrics
  • Hymn 277 Ndouya kuJesu Lyrics
  • Hymn 7 Ukuru hwenyu hwose Lyrics
  • Hymn 215 Musi uyo wokumuka Lyrics
  • Hymn 150 Nguva Yakanakisisa Yokukurumbidza Lyrics
  • Hymn 167 Rine Simba Vangeri Lyrics
  • Hymn 209 Takunemba usatyeba Lyrics
  • Hymn 153 Mweya yese inotyeyi Lyrics
  • Hymn 411 Ndaiwana hama Lyrics
  • Hymn 311 Tiri mberi kwenyu Ishe Lyrics
  • Hymn 321 Tinovonga Ishe wedu Lyrics
  • Hymn 248 Kana todyara She Lyrics
  • Hymn 238 Boka ravanana vaSHE Lyrics
  • Hymn 267 Makristu ngatifare Lyrics
  • Hymn 191 Muna vanhu venyu Mwari Lyrics
  • Hymn 203 A! Sakaramende Jesu Lyrics
  • Hymn 5 Ndinokudza zita rako Lyrics
  • Hymn 364 My Lord is real Lyrics
  • Hymn 74 Mai anosuruvara Lyrics
  • Hymn 221 Jesu tifadzei nhasi Lyrics
  • Hymn 113 Mweya wangu rumbidza mambo Lyrics
  • Hymn 56 Chinjikano ndirero Lyrics
  • Hymn 206 Achadzoka Lyrics
  • Hymn 231 Ngatiimbe ngekufara Lyrics
  • Hymn 16 Ngatiimbe nengirozi Lyrics
  • Hymn 211 Nguva yakanaka Jesu Lyrics
  • Hymn 127 Sezva ndiri ndinouya Lyrics
  • Hymn 190 Chivatai Chivatai Lyrics
  • Hymn 21 Iye wakafira vanhu Lyrics
  • Hymn 182 Tenzi ngandifambe nemi Lyrics
  • Hymn 152 Avo vanotenda Lyrics
  • Hymn 129 Baba ndiri kurasika Lyrics
  • Hymn 321 Let the beauty of Jesus Lyrics
  • Hymn 394 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 286 Ndiswededze pedo pedo Lyrics
  • Hymn 229 Inzwa nziyo vanoyera vanoimba kudenga Lyrics
  • Hymn 413 Ndasunungurwa Lyrics
  • Hymn 111 Kudai ndichibvuma Lyrics
  • Hymn 223 Tauya nezvipo baba Lyrics
  • Hymn 332 Some golden day break Lyrics
  • Hymn 21 Isu vanhu vapanyika Lyrics
  • Hymn 65 Mbiri kuna Jesu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version