Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics

Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 137 Ngatitende kuna Jesu Lyrics

 

Ngatitende kuna Jesu,
Ndiye wakatifira;
Wakatiitira tsitsi,
Nokutifira kwake;
Ishe, baba!
Ivai netsitsi nesu.

Isu vanhu voupofu,
Wakauya kunesu
Wakafira vanhu vose,
Wakafira mapofu;
Ishe, baba!
Ivai netsitsi nesu.

Marudzi enyika yose,
Vatende pamwe chete;
Ngavakurumbidze vose,
Vaimbe kuna IShe;
Ishe, baba!
Iva netsitsi nesu.

 

Post navigation

Previous: Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
Next: Hymn 141 Ndinofara kuti baba wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 134 Chiponesai Vafi Lyrics
  • Hymn 59 Mbira dzinorira Lyrics
  • Hymn 96 Mhaka Inganatswe Sei Lyrics
  • Hymn 99 Kana uchingonzwe njodzi Lyrics
  • Hymn 96 Wandiitirei Jesu? Lyrics
  • Hymn 240 Ngaarumbidzwe Mwari Lyrics
  • Hymn 59 Ndoda Lyrics
  • Hymn 394 Uchakuchengeta Lyrics
  • Hymn 300 Murayiro mukuru (Mateo 22:34-40) Lyrics
  • Hymn 113 Ndinosingozipirwa Lyrics
  • Hymn 112 Baba nditarisei netsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 201 She Woga Lyrics
  • Hymn 1 Mwari Ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 55 Ngatitende Mwari Lyrics
  • Hymn 10 SHE Jehova mundiise Lyrics
  • Hymn 263 Mwari wakasika Lyrics
  • Hymn 69 Namangwanangwana Lyrics
  • Hymn 271 Jesu shamwari yavana Lyrics
  • Hymn 153 Hakuna Kuchema Lyrics
  • Hymn 32 Pasi risati ravapo Lyrics
  • Hymn 124 Ndopira Zvose Lyrics
  • Hymn 89 Tine dama renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 243 Kwaziwai Mai Lyrics
  • Hymn 4 Kudza Jehovha Lyrics
  • Hymn 349 Who is on the Lord’s side Lyrics
  • Hymn 20 Jesu rufaro rwomwoyo Lyrics
  • Hymn 130 MuKristu usanete Lyrics
  • Hymn 75 NdiMweya waJesu Lyrics
  • Hymn 55 Mwari wakadzika kare Lyrics
  • Hymn 51 Uyai tigwadamire Jesu Lyrics
  • Hymn 135 Uyai Madzimai Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 296 Wafireni wafireni Lyrics
  • Hymn 262 Kudzai Jesu imi vana mose Lyrics
  • Hymn 43 Timukudze Ishe Lyrics
  • Hymn 152 Ndamuka mangwanani Lyrics
  • Hymn 283 Ndichamira ndichamira SHE Lyrics
  • Hymn 259 Ndakanga ndiri kure naSHE Lyrics
  • Hymn 92 Pindai pindai mutambo uripo Lyrics
  • Hymn 182 Tarirai kune nyika uko Lyrics
  • Hymn 176 Tichandoona Jesu uko Lyrics
  • Hymn 33 Ngatimukudzei Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 227 Onai vadzidzi venyu Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 199 Musi wehasha nokutya Lyrics
  • Hymn 94 Kare Mwari wakadzika Lyrics
  • Hymn 160 Dombo rakarekare Lyrics
  • Hymn 143 Mumwe ariko kum’soro Lyrics
  • Hymn 64 Zita raSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 86 Izwi renyu Mwari Lyrics
  • Hymn 11 Sezvo maranzi ezuva Lyrics
  • Hymn 109 Baba nedzo tsitsi dzenyu Lyrics
  • Hymn 44 Ipapo mudanga muBeterehema Lyrics
  • Hymn 119 Zvingagova sei kuti Lyrics
  • Hymn 277 Kuonekwe kunaka kwaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 151 Rinozipa zuva rino Lyrics
  • Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics
  • Hymn 61 Chimukai usiku hwaenda Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version