Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics

Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics

 

Mwari samasimba
Wengoni norudo,
Mwoyo wangu unotsvaka
Chiso chenyu Ishe.

Gam’chirai ini
Muna Jesu Kristu,
Ndodokwaira kuvimba
Nenduramo yenyu.

Zvose zvandoita
Ndiitire imi;
Ndinopira zvipo zvangu
Muzita renyu She.

Jesu ziso rangu
Rokutarirai;
Ngarikudzwe zita renyu
Pasi nekudenga.

Mweya worutendo
Mundimutse ini,
Ndizadzwe nomoto wenyu
NouMwari hwenyu.

 

Post navigation

Previous: Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
Next: Hymn 141 Ndinofara kuti baba wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 63 Pasuo Rakashama ‘Po Lyrics
  • Hymn 14 Hozana wokudenga Lyrics
  • Hymn 163 SHE tifunge rufu rwenyu Lyrics
  • Hymn 124 Mufiri SHE wangu ndichatenda sei? Lyrics
  • Hymn 34 Muponesi Mukuru Lyrics
  • Hymn 72 Ndiani kudenga ’ko Lyrics
  • Hymn 140 Munehwenje hwakakomba Lyrics
  • Hymn 217 Timutsirei She Lyrics
  • Hymn 152 Mazwi Akanaka Lyrics
  • Hymn 309 Nhasi tose taungana Lyrics
  • Hymn 204 Ari Mandiri Lyrics
  • Hymn 198 Nokuchema kwandiinako Lyrics
  • Hymn 148 Kwaendepi Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 385 Father I adore thee Lyrics
  • Hymn 354 Only believe Lyrics
  • Hymn 93 Ndichaimba Nyaya Hururu Lyrics
  • Hymn 62 Mukai imi imbai Lyrics
  • Hymn 305 Chirayiro Chashe Lyrics
  • Hymn 37 Imi vana mese Lyrics
  • Hymn 204 Wedenga SHE Lyrics
  • Hymn 223 Nguva yakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 162 Muranda unodikanwa Lyrics
  • Hymn 169 Famba mangwanangwana Lyrics
  • Hymn 69 Chiverenga Makomborero Ako Lyrics
  • Hymn 56 Nzwi Renyu Ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 271 Chibetserai chibetserai Lyrics
  • Hymn 60 Ndakayeva Muchinjikwa Lyrics
  • Hymn 28 Hosana Wekudenga Lyrics
  • Hymn 131 Ndifuwisei Wedenga Lyrics
  • Hymn 365 Jesus never fails Lyrics
  • Hymn 155 Zviri Pasi Peropa Lyrics
  • Hymn 5 Ndinokudza zita rako Lyrics
  • Hymn 149 Ndiri wenyu Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 292 Tarirai kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 228 Ndinomuona Jesu Lyrics
  • Hymn 179 Baba! mune simba rose Lyrics
  • Hymn 119 Riripo Tsime Rizere Neropa raJesu Lyrics
  • Hymn 19 Iro zita raJesu Lyrics
  • Hymn 323 God will take care Lyrics
  • Hymn 111 Kudai ndichibvuma Lyrics
  • Hymn 106 Ndichamira, She Lyrics
  • Hymn 134 Mwari samasimba Lyrics
  • Hymn 190 Mwari muna masimba Lyrics
  • Hymn 76 Apinde Zvino Lyrics
  • Hymn 278 Ndiropafadzei She Lyrics
  • Hymn 58 Jesu ndisededzei Lyrics
  • Hymn 193 She Wangu, ndibatei Lyrics
  • Hymn 128 Zvegumi Ndezva Jehova Lyrics
  • Hymn 67 Ndichamugamuchira Lyrics
  • Hymn 191 Zviumbwa zvakanyara. Lyrics
  • Hymn 280 Ndokutendai baba Lyrics
  • Hymn 93 Mweya wangu uno Muponisi Lyrics
  • Hymn 147 She, Ndinatsei Lyrics
  • Hymn 115 Jesu zita rakanaka Lyrics
  • Hymn 176 Jesu Mambo worugare Lyrics
  • Hymn 142 She Wotiponesa Lyrics
  • Hymn 196 Mwoyo yenyu ngairege Lyrics
  • Hymn 240 Wafa wafa Muponisi! Lyrics
  • Hymn 70 Tendai kuna Jesu She Lyrics
  • Hymn 93 Jesu Mukuriri wedu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version