Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Methodist Hymns

Shona Methodist Hymns

Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

 

Makati: zvose siyai,
Kuti munditevere
Takasiya zvose Tenzi,
Tomirira kwamuri.

**CHORUS**
Torai mwoyo yedu
Pamwe nesimba
Zviitiswe basa, Tenzi,
Tozvipira kwamuri.

Tizadzisei nesimba
Kuti tive zvapupu
Zvounhu hwenyuwo Ishe,
Kuti huri matiri.

Yamurai vanhu vedu
Vakutevere iwo,
Itai nzeve dzavowo
Dziterere kwamuri.

 

Post navigation

Previous: Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
Next: Hymn 141 Ndinofara kuti baba wedu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics
  • Hymn 258 Baba munotipa zvipo Lyrics
  • Hymn 117 SHE Jesu ndomudai Lyrics
  • Hymn 31 Jesu Munondida Lyrics
  • Hymn 80 Muviri wangu Jesu Lyrics
  • Hymn 4 Hapana paasiri Lyrics
  • Hymn 320 Yesterday, today Lyrics
  • Hymn 207 Musi weSvondo nhasi She Lyrics
  • Hymn 36 Komanyara maremerwa Lyrics
  • Hymn 169 Famba mangwanangwana Lyrics
  • Hymn 158 Makangoreva Lyrics
  • Hymn 13 Kudza SHE Wedenga wako. Lyrics
  • Hymn 85 Muuye kuna Jesu Lyrics
  • Hymn 195 Tenzi unogara denga Lyrics
  • Hymn 245 Mwari mundidzore imi Lyrics
  • Hymn 326 He lives! He lives! Lyrics
  • Hymn 181 Hoyo mushandiri waShe! Lyrics
  • Hymn 41 Kudzai Jesu Lyrics
  • Hymn 145 Tarirai Kune Nyika Uko Lyrics
  • Hymn 210 Kwaitwa kubarwa patsva Lyrics
  • Hymn 120 Muka mweya wangu Lyrics
  • Hymn 170 Kuna Mwari zvitaure Lyrics
  • Hymn 238 Boka ravanana vaSHE Lyrics
  • Hymn 39 Nguva’ yoKristu akabarwa Lyrics
  • Hymn 172 Jesu She Lyrics
  • Hymn 153 Hakuna Kuchema Lyrics
  • Hymn 241 Mumwoyo ndoshuvira Lyrics
  • Hymn 349 Who is on the Lord’s side Lyrics
  • Hymn 135 Mese-mese vapanyika Lyrics
  • Hymn 405 Ikoko kunoshamisa Lyrics
  • Hymn 114 Baba wedu wokudenga Lyrics
  • Hymn 364 My Lord is real Lyrics
  • Hymn 369 When the Trumpet Lyrics
  • Hymn 320 Muzviratidze kwatiri Lyrics
  • Hymn 76 Apinde Zvino Lyrics
  • Hymn 141 Kumwana waDavidi Lyrics
  • Hymn 250 Uyai tiimbe nziyo dzedu Lyrics
  • Hymn 79 Chivimbiso choM’ponisi Lyrics
  • Hymn 240 Wafa wafa Muponisi! Lyrics
  • Hymn 109 Mwari uri munanisi Lyrics
  • Hymn 185 Ndinoda iro soko Lyrics
  • Hymn 166 Kufarayi uko Lyrics
  • Hymn 207 Handifaniri Tenzi mutsvene Lyrics
  • Hymn 101 Kubva Kudenga Lyrics
  • Hymn 206 Mwari Baba wokudenga Lyrics
  • Hymn 235 Amai navana Lyrics
  • Hymn 92 Svikai Mweya Mutsvene Lyrics
  • Hymn 136 Zadzisai Basaro RaShe Wenyu Lyrics
  • Hymn 256 Ngatiimbei rwiyo rutsva Lyrics
  • Hymn 268 Uyai imi vana uyai unganai Lyrics
  • Hymn 80 Tadaidzwa kusanga Lyrics
  • Hymn 371 Lord, lay some Soul Lyrics
  • Hymn 241 Kwaziwai Maria Lyrics
  • Hymn 197 Musiki Bambo vedu Lyrics
  • Hymn 84 Wedenga ndiMuumbi Lyrics
  • Hymn 253 Farai vacheni Lyrics
  • Hymn 9 Gara neni, usiku hwasvika Lyrics
  • Hymn 72 Ari m’penyu Muponisi Lyrics
  • Hymn 134 Farirai kuna Tenzi Lyrics
  • Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version