Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

Shona Methodist Hymns

Hymn 130 Makati zvose siyai Lyrics

 

Makati: zvose siyai,
Kuti munditevere
Takasiya zvose Tenzi,
Tomirira kwamuri.

**CHORUS**
Torai mwoyo yedu
Pamwe nesimba
Zviitiswe basa, Tenzi,
Tozvipira kwamuri.

Tizadzisei nesimba
Kuti tive zvapupu
Zvounhu hwenyuwo Ishe,
Kuti huri matiri.

Yamurai vanhu vedu
Vakutevere iwo,
Itai nzeve dzavowo
Dziterere kwamuri.

 

Exit mobile version