Hymn 163 Ndino Rufaro Mumwoyo Lyrics December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns Shona Baptist Hymns Hymn 163 Ndino Rufaro Mumwoyo 1 Ndino rufaro mumwoyo. Ndino rufaro mumwoyo. Ndakatengwa neropa raJesu. Ndino rufaro mumwoyo. 2 Ndino rugare mumwoyo. 3 Ndina Jesu She mumwoyo.