Hymn 163 Ndino Rufaro Mumwoyo Lyrics treasurehymns 5 months ago Shona Baptist Hymns Hymn 163 Ndino Rufaro Mumwoyo 1 Ndino rufaro mumwoyo. Ndino rufaro mumwoyo. Ndakatengwa neropa raJesu. Ndino rufaro mumwoyo. 2 Ndino rugare mumwoyo. 3 Ndina Jesu She mumwoyo.