Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics

Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu Lyrics

December 12, 2025 treasurehymnsShona Baptist Hymns

Shona Baptist Hymns

Hymn 16 Ndotevera Jesu Kristu

1
Jesu Kristu Ishe anotida chose,
Wakafira isu, vatadzi,
Tiponeswe naye, ticheneswe chose,
Tigare naye misi yose.

KORASI
Ndotevera Jesu Kristu She …(Jesu Kristu She)
Kusvikira ndichabva pano,
Ndichaenda kudenga naye (ndoenda kudenga naye)
Kundogara mis’ yose uko.

2
Jesu Kristu Ishe wakatukwa pano,
Wakanetswa nezvivi zvedu,
Asi ndinomuda; ndichamutevera
Kusvikira ndisvike uko.

3
Mwana wokudenga wakasvika pano,
Atakure zvitadzo zvedu;
Worarama zvino, apinde mumwoyo,
Abvise kudarika kwedu.

4
Ndichamutevera misi yose pano,
Ndichazivisa vamwe zvino;
Sezvo Jesu Kristu achadzoka pano,
Ndichaenda kudenga uko.

Post navigation

Previous: Hymn 10 Isu Tiri Vachenjeri Lyrics
Next: Hymn 21 Mupenyu Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 78 SHE Jesu achikwira Lyrics
  • Hymn 241 Mumwoyo ndoshuvira Lyrics
  • Hymn 113 Hama Yedu NdiShe Jesu Lyrics
  • Hymn 406 My Bible Lyrics
  • Hymn 106 Jesu imi moga Lyrics
  • Hymn 169 Jesu achisiya Lyrics
  • Hymn 90 Vachinyi vangasunungurwa. Lyrics
  • Hymn 239 Makatora chingwa Jesu Lyrics
  • Hymn 165 Nyange ndiri murombo Lyrics
  • Hymn 60 Jesu SHE mupenyu Lyrics
  • Hymn 160 Madeko paKapernume Lyrics
  • Hymn 91 Mambo naTenzi mugari Lyrics
  • Hymn 367 Jesus, I long Lyrics
  • Hymn 54 Ndakakufira kare Lyrics
  • Hymn 4 Jesu Mwana Wakanaka Lyrics
  • Hymn 21 Isu vanhu vapanyika Lyrics
  • Hymn 93 Ndichaimba Nyaya Hururu Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hymn 308 Kuvigwa Kwavakristu Lyrics
  • Hymn 202 Rudare RwaJesu Lyrics
  • Hymn 34 Kare kwakamira danga Lyrics
  • Hymn 363 I know who holds Lyrics
  • Hymn 153 Hakuna Kuchema Lyrics
  • Hymn 26 Ndinokurumbidza Lyrics
  • Hymn 213 Baba wedu tinouya Lyrics
  • Hymn 286 Ndiswededze pedo pedo Lyrics
  • Hymn 91 She Watopinda Mumwoyo Lyrics
  • Hymn 13 Mununuri ngaakudzwe Lyrics
  • Hymn 188 Sarai neni kwavira zvino Lyrics
  • Hymn 313 Jesu ari pano Lyrics
  • Hymn 60 Uya, Iwe Une Mhosva Lyrics
  • Hymn 231 Ngatiimbe ngekufara Lyrics
  • Hymn 206 Mwari Baba wokudenga Lyrics
  • Hymn 138 Jesu waswedera Lyrics
  • Hymn 82 Mweya woutsvene Lyrics
  • Hymn 55 SHE Muchengeti wangu Lyrics
  • Hymn 67 Makamuka Ishe Jesu Lyrics
  • Hymn 175 Hwiro hwedu ndouvato Lyrics
  • Hymn 184 Chimuka mwoyo wangu Lyrics
  • Hymn 255 Dombondipa meso ndione Lyrics
  • Hymn 140 Vazhinji vanayo nhaka Lyrics
  • Hymn 202 Munditererei nenyasha SHE Lyrics
  • Hymn 2 Hareruya tendai SHE Lyrics
  • Hymn 27 SHE Jesu waponiwa Lyrics
  • Hymn 42 Hama yedu ndiSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 205 Ndokunda Muna Jesu Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 69 Pagomo kunze komusha weJerusarema Lyrics
  • Hymn 89 She Wokuchengeta Lyrics
  • Hymn 249 Tiitei savashanu Lyrics
  • Hymn 20 Musiki wopenya Lyrics
  • Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics
  • Hymn 205 Ndomuruka Lyrics
  • Hymn 67 Jesu Anogam’chira vatadzi Lyrics
  • Hymn 168 Tiri vanana hedu Lyrics
  • Hymn 26 Tererai manzwi awa Lyrics
  • Hymn 229 Inzwa nziyo vanoyera vanoimba kudenga Lyrics
  • Hymn 120 Ngatiende ngatiende Lyrics
  • Hymn 197 Jesu ndiyo nzira yedu Lyrics
  • Hymn 189 SHE Jesu Muponesi wedu Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version