Skip to content

info@example.com

Treasure Hymns In Shona

  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service
  • About
  • Contact
  • Hymn Lyrics In Shona
  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymns List
  • Privacy Policy
  • Sample Page
  • Shona Anglican Hymns List
  • Shona Baptist Hymns List
  • Shona Methodist Hymns List
  • Terms and Conditions
  • Terms of Service

Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics

  1. Home   »  
  2. Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics

Hymn 261 Ya.St. Maria Mhandara Lyrics

December 9, 2025 treasurehymnsShona Anglican Hymns

Shona Anglican Hymn  261  Ya.St. Maria Mhandara

 

1. MWARI Baba wedu,

Mwari Mukorore,

Mweya Unoyera,

Takuteta tinzwe.

2. Maria mutsvene

Mai waMwari,

Iwe, Virgo kwaye,

Tinamatire.

3. Mai waKristu,

Mai wegrasia,

Mai mutsvene;

4. Mai wakachena

Usine vara;

Iwe Mai kwaye;

5. Mai unorudo,

Mai woungwaru,

Mai webanza,

6. Mai woMusiki,

Mai woM’ponisi

Mai ane nyasha,

7. Virgo unokudzwa,

Mubatsiri wedu,

Virgo une simba

8. Virgo une mutsa,

Une kudavira,

Une kururama,

9. Mufarisi wedu,

Mukunda waDavid,

Musuo wokudenga,

10. Nyamatsatsi wedu,

Simba ravarombo,

Shamwari waMakristu,

11. Hosi yokudenga,

Hosi yengerosi,

Mai wavatsvene,

12. Jesu, Muponisi,

Mwana waMaria,

Nyenye yaMwari,

Chiva nenyasha.

Post navigation

Previous: Hymn 260 Yokukumbira Lyrics
Next: Hymn 262 Yokutambudzika Lyrics

Leave a Reply Cancel reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Hymns You May Like

  • Hymn 26 Izwi guru rokudenga Lyrics
  • Hymn 22 Chikudzai SHE wokudenga. Lyrics
  • Hymn 150 Jesu asati auya Lyrics
  • Hymn 131 Baba titungamirire Lyrics
  • Hymn 168 Farirai mese nhasi Lyrics
  • Hymn 35 Vafudzi vebetrehem Lyrics
  • Hymn 99 Ndoudza Jesu Lyrics
  • Hymn 207 Musi weSvondo nhasi She Lyrics
  • Hymn 85 Kuterera Kuvimba naJesu Lyrics
  • Hymn 111 Kudai ndichibvuma Lyrics
  • Hymn 158 Mwari ndiye tsvingo yedu Lyrics
  • Hymn 317 Jesu haanakuuya Lyrics
  • Hymn 184 Ngatizivisei Vose ZvaJesu She Lyrics
  • Hymn 208 Vaudzei vasingazivi Kristu Lyrics
  • Hymn 210 SHE Jesu mose rumbidzai Lyrics
  • Hymn 94 Ndanzwa izwi renyu Lyrics
  • Hymn 7 Ndiani Kudanga ‘Ko Lyrics
  • Hymn 267 Jehovha wakati Abrahama Lyrics
  • Hymn 20 Musiki wopenya Lyrics
  • Hymn 241 Mumwoyo ndoshuvira Lyrics
  • Hymn 29 Vafudzi varikufudza Lyrics
  • Hymn 206 Pam’soro pakudenga Lyrics
  • Hymn 197 Musiki Bambo vedu Lyrics
  • Hymn 74 Mai anosuruvara Lyrics
  • Hymn 316 Keep me true Lord Lyrics
  • Hymn 53 Musandipfuure, Jesu Lyrics
  • Hymn 206 Hendei vacheki vaSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 86 Nzwirenyu ndinonzwa Lyrics
  • Hymn 84 Mweya musiki muvambi Lyrics
  • Hymn 183 Urwo rutendo rukuru Lyrics
  • Hymn 77 Mweya Mutsvene waMwari Lyrics
  • Hymn 380 Thy loving kindiness Lyrics
  • Hymn 18 Kudzai SHE vatumwa vose Lyrics
  • Hymn 16 Tendai Jehova wesimba Lyrics
  • Hymn 152 Ndamuka mangwanani Lyrics
  • Hymn 169 Jesu achisiya Lyrics
  • Hymn 291 SHE Jesu wakatiponesa Lyrics
  • Hymn 175 Wakafira isu Lyrics
  • Hymn 156 Mambo worudo, mufudzi Lyrics
  • Hymn 121 Jesu wakaivaka Lyrics
  • Hymn 78 SHE Jesu achikwira Lyrics
  • Hymn 105 Rudo rwaSHE Bambo vedu Lyrics
  • Hymn 170 Tiri Vaeni Lyrics
  • Hymn 202 Munditererei nenyasha SHE Lyrics
  • Hymn 131 Ndoisa pana Jesu Lyrics
  • Hymn 25 Mununuri ndinomuda Lyrics
  • Hymn 64 Zita raSHE Jesu Lyrics
  • Hymn 141 Panyika Dziri Kure Lyrics
  • Hymn 52 Tsitsi Huru Lyrics
  • Hymn 181 Ndinonzwa izwi rako Lyrics
  • Hymn 115 Tine ropa rakanaka Lyrics
  • Hymn 146 Musoro waTenzi kare Lyrics
  • Hymn 31 Kristu Muponisi wedu Lyrics
  • Hymn 158 Makangoreva Lyrics
  • Hymn 85 Tenzi wedu Jesu Kristu wamuka Lyrics
  • Hymn 98 Ndinosimbiswa Lyrics
  • Hymn 171 Zuva Guru Rangu Ndaponiwa Kutsva Lyrics
  • Hymn 347 Blessed assurance Lyrics
  • Hymn 227 Vanotambudzwa vakakomborerwa Lyrics
  • Hymn 166 Totarirepi Ishe Lyrics

Archives

  • December 2025
  • November 2025

Categories

  • Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
  • Shona Anglican Hymns
  • Shona Baptist Hymns
  • Shona Methodist Hymns
  • Uncategorized
Proudly powered by WordPress | Theme: goldy-mex by inverstheme.
Go to mobile version